Mese Maikwana
Stella Chiweshe
4:00Vamwe vanhu vanogara vakangosvotwa Chiitiko chese chinovasvota Munhu wese anovasvotesa Pfungwa dzichingogara dzichingofunga zve- Zvinovasvota Vamwe vanhu vanogara vakangosvotwa Chiitiko chese chinovasvota Munhu wese anovasvotesa Pfungwa dzichingogara dzichingofunga zve- Zvinovasvota Hapana zvinondifambira ka izvo muzvipatara Takagara kuti wede Chiremba auya akati "Ko munonzwei imi?" Yowe, yowe, yowe, yowe, yowe, yowe Izvi zvangu izvi Imo muchipfuva umu Mbabvu dzakasasamara Hapana patinombonzi apa Chiremba akati regai nditore BP Wanikwe maiwe, maiwe, yakatokwirisa Chamonyanya kufunga chiiko imi tete? Kufunga itai kushoma vana amai Kufunga itai kushoma vana tete Kufunga itai kushoma vana amai Kufunga itai kushoma vana tete Kufunga itai kushoma vana amai Kufunga itai kushoma vana tete Kufunga itai kushoma vana amai Kufunga itai kushoma vana tete Vamwe vanhu vanogara vakangosvotwa Chiitiko chese chinovasvota Munhu wese anovasvotesa Pfungwa dzichingogara dzichingofunga zve- Zvinovasvota Vamwe vanhu vanogara vakangosvotwa Chiitiko chese chinovasvota Munhu wese anovasvotesa Pfungwa dzichingogara dzichingofunga zve- Zvinovasvota Hapana zvino wakaremerwa kuchipatara Takagara kuti wede Chiremba auya akati "Ko munonzwei imi?" Yowe, yowe, yowe, yowe, yowe, yowe Izvi zvangu izvi Imo muchipfuva umu Mbabvu dzakasasamara Hapana patichambonzi apa Chiremba auya akati "Ko munonzwei imi?" Yowe, yowe, yowe, yowe, yowe, yowe Izvi zvangu izvi Imo muchipfuva umu Mbabvu dzakasasamara Hapana patichambonzi apa Ko chamunonyanya kufunga chii tete? Kufunga itai kushoma vana amai Kufunga itai kushoma vana tete Kufunga itai kushoma vana amai Kufunga itai kushoma vana tete