Notice: file_put_contents(): Write of 635 bytes failed with errno=28 No space left on device in /www/wwwroot/muzbon.net/system/url_helper.php on line 265
Stella Chiweshe - Machena | Скачать MP3 бесплатно
Machena

Machena

Stella Chiweshe

Альбом: Chiweshe: Chisi
Длительность: 3:52
Год: 1990
Скачать MP3

Текст песни

Isina munhu mugwara imbwa yangu yaenda (yaenda yoga)

Isina munhu mugwara imbwa yangu Machena (yaenda yoga)

Isina munhu mugwara heyo yaenda (yaenda yoga)

Isina munhu mugwara

Isina munhu mugwara ndoitevera (yaenda yoga)

Kuti singinya, kuti singinya, kuti singinya, kuti singinya, kuti singinya
Kuti singinya, kuti singinya, kuti siki, siki, siki, singinya, siki, siki, siki, siki

Isina munhu mugwara heyo yaenda (yaenda yoga)
Isina munhu mugwara heyo yaenda (yaenda yoga)
Isina munhu mugwara imbwa yangu yaenda (yaenda yoga)
Isina munhu mugwara heyo yaenda (yaenda yoga isina munhu) heyo!

Ah ah ah ah vakomana
Isina munhu mugwara imbwa yangu yaenda (yaenda yoga)
Isina munhu mugwara heyo yaenda (yaenda yoga)
Isina munhu mugwara imbwa yangu yaenda (yaenda yoga)
Isina munhu mugwara imbwa yangu yaenda (yaenda yoga)

Isina munhu mugwara ndoitevera (yaenda yoga)
Isina munhu mugwara ndoitevera (yaenda yoga)
Isina munhu mugwara heyo yaenda (yaenda yoga)
Isina munhu mugwara heyo yaenda (yaenda yoga)

Kuti singinya, singinya, singinya, singinya, singinya
Singinya, singinya, singinya, singinya, singinya

Singinya!

Machena!

Machena!