Tsvimbo

Tsvimbo

Tocky Vibes

Альбом: Long Live Chama 2
Длительность: 3:14
Год: 2022
Скачать MP3

Текст песни

Summit Records
Iwe, iwe, hmm, hoo, hoa

Vachiti, "Zvakaoma kutakura munhu akazvitakura"
(Hiwe-iwe-iwe-iwe-iwe)
Chokwadi chinorwadza asi chokwadi chinoyamura
Ini, ini zvangu ini, ini

Ndovati, "I was defeated, but not destroyed"
Ngavauye handiva-avoid
Ndongoti nziyo idzi, idzi
Nziyo idzi (Silent Killer)

Ndongoramba ndichiremera kumusoro kunge tsvimbo
Vaibheja achafa ari tsvimbo
Ndangosvika panzvimbo
Ndovapinza chando, nemutsindo

Kuramba ndichiremera musoro kunge tsvimbo
Vaibheja achafa ari tsvimbo
Ndangosvika panzvimbo
Ndovapinza chando, nemutsindo

Vada kundiuraya nekuti vakati, "Hatichaonana"
Manje tinongoramba tichisangana
Nekuti vakati, "Hatichanzwanana"
Manje tinongoramba tichiwirana

(Ndongotanga futi) vangandidonhedza dhaza
(Ndongotanga futi) haumbondigadzika dhaza
(Zvinotanga futi) hupenyu chikoro ndafazha
(Zvinotanga futi) ndoda kusimbisa Gaza

Vachati, "Ndachema zvangu"
Vachingoti, "Ndachema zvangu"
Vachiti, "Ndachema zvangu"
"Chamakandizvarira amai vangu"

Ndongoramba ndichiremera kumusoro kunge tsvimbo
Vaibheja achafa ari tsvimbo
Ndangosvika panzvimbo
Ndovapinza chando, nemutsindo

Kuramba ndichiremera kumusoro kunge tsvimbo
Vaibheja achafa ari tsvimbo
Ndangosvika panzvimbo
Ndovapinza chando, nemutsindo

Ndoramba ndichiremera kumusoro
Ndongoita zvepamusoro
Ngoma dzemhando yepamusoro
Handiimbe zvemusoro, ndoimba zvine musoro

Talk is cheap kuchitoro
Tarenda haungati borrow
Wainditi mhoro
Ndakukupinza muforo

Ndakukumhanyisa sporo
Mabhawa ese ndini ndakuita kuti vapedze doro
Ndini ndakukwidza masero
Ndini, handichaitika chimero

Vaimbodzima ma-speaker
Vaimbotuma vanoti-kicker
Tabuka, tavika

Vachati, "Ndachema zvangu"
Vachingoti, "Ndachema zvangu"
Vachiti, "Ndachema zvangu"
"Chamakandizvarira amai vangu"

Ndongoramba ndichiremera kumusoro kunge tsvimbo
Vaibheja achafa ari tsvimbo
Ndangosvika panzvimbo
Ndovapinza chando, nemutsindo

Kuramba ndichiremera kumusoro kunge tsvimbo
Vaibheja achafa ari tsvimbo
Ndangosvika panzvimbo
Ndovapinza chando, nemutsindo

Ini-ini-ini (Excelerated Prices)
263 Young Shumba
Nancy, Paulinho
Simple Solid, Shoko Matukutire
Khumbulani Soul Cat
Yes Boss Gamu

Chama, ngoma yarira ndiri parwizi
Chama, ndiregerere ndanonoka
Chama, ngoma, Paul Meyi, Paul Meyi
Bachelors Republic