Rumbidzwai
Tocky Vibes
3:11Yuwi, yuwi Well, well, well Ndandi go, go, go Tele! Ngiriri Halo? Zorodza moyo wangu (zorodza moyo wangu) Iva mumwe wangu (ndiwe mumwe) Hazvidi uri wega Rwendo rwakangooma uri wega Mai havasi kunzwa mushe, unozviziva here? Zvinhu hazvina kumira mushe, ungazvichiva here? Mira neniwo munhamo darlie Ndichamira newewo munhamo darlie Mufaro, mufaro uchawuya mangwanani Mufaro, mufaro uchawuya mangwanani Pakuyambuka tichabatana mawoko Pakuyambuka ndichaku- Handisi mboko Zorodza moyo wangu (zorodza moyo wangu) Iva mumwe wangu (ndive mumwe) Hazvidi uri wega iwe Rwendo rwakangooma uri wega, hmm