Muhondo (Feat. Zim Adventist Legends)

Muhondo (Feat. Zim Adventist Legends)

Tsubvu

Длительность: 4:33
Год: 2025
Скачать MP3

Текст песни

Muhondo
Muhondo yedu nasatani, Mwari mundiwige muruwoko rwenyu
Jesu chete ndiye mutungamiri, Muhondo yeruponeso!

Mwari wangu ndinobvuma ndiriuto
Handirambi kufa ndinemi!
Kufa ipfuma kana ndafa
Mumawoko aMuponesi

Parumuko magamba omutswa, vatendi vakarara muhondo iyi!
Pachava nemufaro mukuru, parumuko rweruponeso!

Mwari wangu ndinobvuma ndiriuto
Handirambi kufa ndinemi!
Kufa ipfuma kana ndafa
Mumawoko aMuponesi

Kutenda tariro nerudo, rwakapihwa kwatiri muhondo iyi
Ngatizvishandisei apo, tarwiswa nasatani

Mwari wangu ndinobvuma ndiriuto
Handirambi kufa ndinemi!
Kufa ipfuma kana ndafa
Mumawoko aMuponesi

Mwari wangu ndinobvuma ndiriuto
Handirambi kufa ndinemi!
Kufa ipfuma kana ndafa
Mumawoko aMuponesi

Kufa ipfuma kana ndafa
Mumawoko aMuponesi

Kufa ipfuma kana ndafa
Mumawoko aMuponesi

Kufa ipfuma kana ndafa
Mumawoko aMuponesi