Matambudziko Heyo Nyika (Feat. Firm Faith Zimbabwe & Zim Adventist Legends)
Tsubvu
3:45Shoko rinobva kwaIshe hallelujah! Shoko ndinounza kunemwi! Zvakanyorwa muizwi rake hallelujah! Kuti watarisa unopona! Tarisa! (Upone) Hama yangu! (Hama yangu!) Kuna Jesu (Upone) Zvakanyorwa mutsamba Hallelujah Kuti watarisa unopona! Upenyu tinopihwa hallelujah Upenyu husingagumi! Kuti tikamutarisa Hallelujah! Jesu chete anoponesa! Tarisa! (Upone) Hama yangu! (Hama yangu!) Kuna Jesu (Upone) Zvakanyorwa mutsamba Hallelujah Kuti watarisa unopona! Ndinotaura kuuya kwangu hallelujah Kuna Jesu ndaitwa mutsvene Nekutenda izwi rake hallelujah Mweya wangu wakaponeswa Tarisa! (Upone) Hama yangu! (Hama yangu!) Kuna Jesu (Upone) Zvakanyorwa mutsamba Hallelujah Kuti watarisa unopona! Tarisa! (Upone) Hama yangu! (Hama yangu!) Kuna Jesu (Upone) Zvakanyorwa mutsamba Hallelujah Kuti watarisa unopona!