Matambudziko Heyo Nyika (Feat. Firm Faith Zimbabwe & Zim Adventist Legends)
Tsubvu
3:45Usanonoka kupindura Jesu Anodana nemutsa wake Usanonoka kumupindura Anodana nemutsa wake Pedo nekuuya kwaShe kuchaparidzwa Kuti munhu wese agoziva nezvaJesu Uyo unoda ngaauya Anodana iwe neni kuruponeso Usanonoka kupindura Jesu Anodana nemutsa wake Usanonoka kumupindura Anodana nemutsa wake Muranda watokusha ruponeso pachena Hana yatorova, tendeuka Usanonoka kumupindura Zvimwe hakuna mumwe mukana Usanonoka kupindura Jesu Anodana nemutsa wake Usanonoka kumupindura Anodana nemutsa wake Anodana iwe Anodanaa ini Anotidana kuruponeso Anodana nemutsa wake Anodana nemutsa wake