Notice: file_put_contents(): Write of 629 bytes failed with errno=28 No space left on device in /www/wwwroot/muzbon.net/system/url_helper.php on line 265
Tsubvu - Zviri Possible | Скачать MP3 бесплатно
Zviri Possible

Zviri Possible

Tsubvu

Альбом: Zviri Possible
Длительность: 4:01
Год: 2025
Скачать MP3

Текст песни

Nananana nanana Hey! 
Nananananana Hooooyooo! 
Swedera uko sha bridge rakakura tokwana tose! 
Tora sando dzako wangu! Aaargh big up ma bhaddiz! 
Kotora ma earphones umbonzwa kaburwa ku Tsubvu Productions aka karikupisa, kane ma true facts wangu! 

[Chorus]
Zviri possible, Zvinoitika, Zvavapedyo 
Kunyururwa mukati me ghetto! 
Kusviko famba pa goridhe, uchiimba nengirozi! 
Kuita ka breakfast ne Mwanakomana!
Hhhhaaa! In fact zviri possible!!!

Ndakamira pa C Junction hangu, witnessing makombi e N O P achirwira vanhu! 
Im wondering, when will i ever live this place for a better life, a better future, isingaperi, isina rumborera rwerufu! 
Is it possible or just a fading dream, zvakataurwa kuti kune nyika isina flue, mhezi, diarrhea, HIV ne yacho Aids! 
Is it possible to dream of a place yatisingatorerwe vadikani ne ma accidents, mabhombha kana lab concocted pandemics! 

[Chorus]
Zviri possible, Zvinoitika, Zvavapedyo 
Kunyururwa mukati me ghetto! 
Kusviko famba pa goridhe, uchiimba nengirozi! 
Kuita ka breakfast ne Mwanakomana!
Hhhhaaa! In fact zviri possible!!!

Ini i wish for a new home isina madhara aya ematumbu anouya ghetto achitsotsa humhandara hwetuvana twusati twatombo tumbuka! 
Im longing for a new world yatisinga birwe a future ne musombodhiya, gukka, mutoriro ne mbanje! 
Is it me ndega or we now need a world yatisingangonzi mufana rasta ndichinjirewo light na momz wepa next door wanikwe vakangomonerera tauro wangu. No mhani! 

[Chorus]
Zviri possible, Zvinoitika, Zvavapedyo 
Kunyururwa mukati me ghetto
Kusviko famba pa goridhe, uchiimba nengirozi
Kuita ka breakfast ne Mwanakomana. 
Hhhhaaa! In fact zviri possible. 

Yes it is possible! There is a world yatichafamba nzira dzisina makomba makomba! 
Infact its a real place yatakatogadzirirwa! Yatichasanganiswa na Momz na Mudhara vamutswa kubva muguva. 
Tsuri yomutumwa yarira, vachamutswa tosangana navo mumakore, then journey ichatora 7 days! And holiday yacho Thaza makore gaya

[Chorus]
Zviri possible, (its Possible) Zvinoitika (Gaya!) (Pafunge!) , Zvavapedyo! 
Kunyururwa mukati me ghetto! (its possible mhani!) 
Kusviko famba pa goridhe, uchiimba nengirozi! (Nana angel Ghabhu!) 
Kuita ka breakfast ne Mwanakomana. (every day for Ertenity!) 
Hhhhaaa! In fact zviri possible!!

[Chorus]
Zviri possible, (its Possible) Zvinoitika (Gaya!) (Pafunge!) , Zvavapedyo! 
Kunyururwa mukati me ghetto! (its possible mhani!) 
Kusviko famba pa goridhe, uchiimba nengirozi! (Nana angel Ghabhu!) 
Kuita ka breakfast ne Mwanakomana. (every day for Ertenity!) 
Hhhhaaa! In fact zviri possible!!

Lets go!
Handei!
Gadzirira!
Famba chikomana Famba
Famba chisikana famba
Mukutenda
Batirira Mukutenda

Zviri possible, (its Possible) Zvinoitika (Gaya!) (Pafunge!) , Zvavapedyo! 
Kunyururwa mukati me ghetto! (its possible mhani!)