Ngairire (Feat. Celcius)
Voltz Jt
3:32Ummm, one two, one two NOP Ey, Ko tikambomuka tichiverenga mablessings Kwete kindiverengera mhosva dzandinadzo Kwete kundiwedzerera nhamo dzandinadzo Kwete kundidururira hasha dzaunadzo Zvakuita kunge ndiri munhu asingagone Why? 'Coz pese pandogona hauchaone Zvakuita kunge uri munhu asingapore Zvakuita kunge uri munhu asinga tadze But tese toziya hausi perfect, tese tiri nani Small issue wakutangudza mahwani, wakati wakandiregerera wani Unozviziva wani, hapana ari perfect, Tese tiri nani Inga wani ndokukavhira mahwani Nguva zhunji chokutadzisa kufara kutarisa tunyaya twekudhara Unenge uchitidzorera kumashure,yeah (dzorera kumashure yeah) Dzorera kumashure (dzorera kumashure) Unenge uchitidzorera kumashure (dzorera kumashure) Dzorera kumashure(dzorera kumashure) Unenge uchitidzorera kumashure (dzorera kumashure) Dzorera kumashure (dzorera kumashure) Unenge uchitidzorera kumashure (dzorera kumashure) Dzorera kumashure (dzorera kumashure) Dai zvaibvira taidzokera madays ekutanga tanga Pawaiti wakandifunga waifara Izvezvi ndakufunga ndokumara 'coz, everyday unofunga Nyaya dzandopara Wadii kumbofunga pandozama Wadii kumbofunga makore atafamba tiri tese, tavanhu vehukama Wadii kumbotarisa kuti newe hausi perfect, newe uri nani Small issue wakutangudza mahwani, wakati wakandiregerera wani Unozviziva wani Hapana ari perfect, Tese tiri nani Inga wani ndokukavhira mahwani Nguva zhunji chokutadzisa kufara kutarisa tunyay twekudhara Unenge uchitidzorera kumashure,yeah (dzorera kumashure yeah) Dzorera kumashure (dzorera kumashure) Unenge uchitidzorera kumashure (dzorera kumashure) Dzorera kumashure(dzorera kumashure) Unenge uchitidzorera kumashure (dzorera kumashure) Dzorera kumashure (dzorera kumashure) Unenge uchitidzorera kumashure (dzorera kumashure) Dzorera kumashure (dzorera kumashure) 'Coz Hapana ari perfect, tese tiri nani Small issue wakutangudza mahwani, wakati wakandiregerera wani Unozviziya wani, Hapana ari perfect, Tese tiri nani Inga wani ndokukavhira mahwani Nguva zhunji chokutadzisa kufara kutarisa tunyay twekudhara Unenge uchitidzorera kumashure,yeah (dzorera kumashure yeah) Dzorera kumashure (dzorera kumashure) Unenge uchitidzorera kumashure (dzorera kumashure) Dzorera kumashure(dzorera kumashure) Unenge uchitidzorera kumashure (dzorera kumashure) Dzorera kumashure (dzorera kumashure) Unenge uchitidzorera kumashure (dzorera kumashure) Dzorera kumashure (dzorera kumashure)