Drink Up (Problems Away) (Feat. Busy Signal)
Winky D
3:07Prezha rareba Huya netape measure Tofara zvisina pressure Ah di master Layaan Ichiri Ninja Saturday, kuri hot Tambotanga tichitambira muboat Twuzvimoko twakabata macider machinda achijiver, hakuna akabata quart Kunze kwasviba ngatichichinja spot Tsvaga bhawa rekuridza 'Buss Di Shot' Ndirikucontroller prezha ndini ndine remote Ndipe Bhuru Dzvuku usaise tot Ndiine Bhuru Dzvuku Bhawa rakaheater, ndikanzwa ndakuneta, masip matatu dzvutu Kufara chete, kufara chete Ndiine Bhuru Dzvuku Kunze kwasviba, handiperekedze mwana kumba kwavo saTuku Kufara chete, kufara chete Ndichipinda mudhanzi Mazigreen-like nemaRands Layaan chengeta chibhanzi Tozobhadara takubuda mudhazi Saka waitress huya netiri Tora order yeMaNinja ari pandiri Vasco phonera Mafia 19 Guspy huya nana mainini Vanhu vazhinji vakamira muraini Dhanzi razara kuma9 Mababy hobho tamba naini Twuineni twunotobuda shine Ndiine Bhuru Dzvuku twuchimwa wine Twuchimwa wine Twandikumbira sip, twabva twati iri fine Twabva twati iri fine Ini ndiine Bhuru Dzvuku Bhawa rakaheater, ndikanzwa ndakuneta, masip matatu dzvutu Kufara chete, kufara chete Ndiine Bhuru Dzvuku Kunze kwasviba, handiperekedze mwana kumba kwavo saTuku Kufara chete, kufara chete Bhawa rakadziya Vanhu vakufara, kuyerera ziya Twuzvimoko twuchipfuura pandiri; "Ndeipi DiBigman?" Ndinongoti; "Ndeipi dear?" Vobva vati; "Uyu tinenge tamuziva" Layaan MuSoja aine Ninja Gear Vamwe vanouya vakabata beer Asi Bhuru Dzvuku rangu handimborisiya Vanhu vazhinji vakamira muraini Dhanzi razara kuma9 Mababy hobho tamba naini Twuineni twunotobuda shine Ndiine Bhuru Dzvuku twuchimwa wine Twuchimwa wine Twandikumbira sip, twabva twati iri fine Twabva twati iri fine Ini ndiine Bhuru Dzvuku Bhawa rakaheater, ndikanzwa ndakuneta, masip matatu dzvutu Kufara chete, kufara chete Ndiine Bhuru Dzvuku Kunze kwasviba, handiperekedze mwana kumba kwavo saTuku Kufara chete, kufara chete Ndichipinda mudhanzi Mazigreen-like nemaRands Layaan chengeta chibhanzi Tozobhadara takubuda mudhazi Saka waitress huya netiri Tora order yeMaNinja ari pandiri Vasco phonera Mafia 19 Guspy huya nana mainini Vanhu vazhinji vakamira muraini Dhanzi razara kuma9 Mababy hobho tamba naini Twuineni twunotobuda shine Ndiine Bhuru Dzvuku twuchimwa wine Twuchimwa wine Twandikumbira sip, twabva twati iri fine Twabva twati iri fine Ini ndiine Bhuru Dzvuku Bhawa rakaheater, ndikanzwa ndakuneta, masip matatu dzvutu Kufara chete, kufara chete Ndiine Bhuru Dzvuku Kunze kwasviba, handiperekedze mwana kumba kwavo saTuku Kufara chete, kufara chete