Twenty Five
Winky D
3:03Yo, Layaan Oskid (KeNako Music) Gafa kusvika ndafa Igwe (Igwe) Paghetto zvinhu hazvina kumira mushe this time (no, no, no) Asi chichemo changu kumayouths haikonai kumixer necrime (no, no, no) Misodzi yandachema maghetto youths akandwa boma, akandwa boma Tiri kutrier, but hakuna kana chiri kufaya And hamusati maona, hamusati maona Vanongoti-hire pavanodira voti-fire Ndaramba, no disguise Takuda ghetto voice Toda kupukunyuka nhamo - Tocky Vibes Handichada zviya zvekuti unondounzira Bhaibheri wobva wanditi nditsanye 40 nights Ndirini chandiri kungoda kabetter life Handivhare maziso kusvika ndagetter price This time ndakasvinura hakuna anondigarisa mudish nekuti handisi satellite Tisu tine macopyrights enhamo Asi tinongoseka sengano Ndisu tinozvi-feeler zviri pano But, tinongoseka sengano Oh-oh-oh, oh-oh-oh Oh-oh-oh, aiwa sengano Oh-oh-oh, oh-oh-oh Oh-oh-oh, aiwa sengano Toshanda 8 to 5 Kutsvaga kurarama hapana zhet mulife Landlord ndamutiza nhasi date ndi 5 Paghetto pangu zviri kupisa aihwa haisi bhaizi Zvimoko zvobviswa humhandara neplate yerice Madhara oda twechidiki achisiya yavo size Kuvabvunza vanokupindura; 'tichiri boys' Isu dzatinoti hanzvadzi kwavari ndoma-toys Vakuru muchidai, ndiyani achapa advice? Nhamo haina basa nezera kana nebody size Ndosaka ndati tine mapoverty copyrights Ndodawo kalife kemudenga kunge Emirates Bigman Tisu tine macopyrights enhamo Asi tinongoseka sengano Ndisu tinozvi-feeler zviri pano But, tinongoseka sengano Oh-oh-oh, oh-oh-oh Oh-oh-oh, aiwa sengano Oh-oh-oh, oh-oh-oh Oh-oh-oh Misodzi yochururuka ari kudzingwa mavendor Nemari yemusika kugwazh ndakaenda Ini ndotenda vari kutengesa kuriritira mhuri dzavo 365 days dzecalendar Ndabva ndapinda Glen View ndaona macarpenter Sando munadzo torai dzimwe idzi makapenga Kuzama life ijeke kumberi kwatinoenda Hapasi kubuda zvakawanda, but isu tinotenda Ndikafunga zvelife yangu ini ndazvi-tormentor Kungondiudza ndine nungo wandi-offender Ndiri kuzama kuzvibatanidza zvichiramba maghetto youths hatisi kupretender Bigman Tisu tine macopyrights enhamo Asi tinongoseka sengano Ndisu tinozvi-feeler zviri pano But, tinongoseka sengano Oh-oh-oh, oh-oh-oh Oh-oh-oh, aiwa sengano Oh-oh-oh, oh-oh-oh Oh-oh-oh Paghetto zvinhu hazvina kumira mushe this time (no, no, no) Asi chichemo changu kumayouths haikonai kumixer necrime (no, no, no) Misodzi yandachema maghetto youths akandwa boma, akandwa boma Tiri kutrier, but hakuna kana chiri kufaya And hamusati maona, hamusati maona Vanongoti-hire pavanodira voti-fire Ndaramba, no disguise Takuda ghetto voice Toda kupukunyuka nhamo - Tocky Vibes Handichada zviya zvekuti unondounzira Bhaibheri wobva wanditi nditsanye 40 nights Ndirini chandiri kungoda kabetter life Handivhare maziso kusvika ndagetter price This time ndakasvinura hakuna anondigarisa mudish nekuti handisi satellite Tisu tine macopyrights enhamo Asi tinongoseka sengano Ndisu tinozvi-feeler zviri pano But, tinongoseka sengano Oh-oh-oh, oh-oh-oh Oh-oh-oh, aiwa sengano Oh-oh-oh, oh-oh-oh Oh-oh-oh, aiwa sengano