Twenty Five
Winky D
3:03I hear dat B-b-bigman Ah di master Layaan, kumhanya kwauri kuita magoma Police rinokupa ticket reoverspeed Ndopatoti dzamutsana-mutsana tsuro nembwa musango But Vigilance togara tiri palead Tatovhaya Dai vari vanhu vanogaya Vaitongosiya Bigman vachiita twunhu twavo, but varikuti maya Layaan vhaya Usacheuke miridzo, nyatsofaya Ngoma dzapisa, this time ndinoona vamwe vachipa retire Kusvika matisiya Hatimbofa tamira kufaisa magoma ayaya Dai maiziva, tichiri kufambira munumber 1 gear Tikada kupinda munumber 2 kana 3 Tinomhanyisa munhu kunge Mujaji Zvino voita chiguu kurwisa ini Tirimberi kwavo hazvimboda judge Musati mati Ninja President, munomukwanisa here SpiderMan mpfana wekugwazh? Mukuda kudzika matero usina kukwira makata Musafarise kuliner hanzvadzi Unotanga waritoucher kuti rigohwe Usina kurima haukohwe Rega tinotambira mugove Tapinda machena asi hatisi vemasowe Tatovhaya Dai vari vanhu vanogaya Vaitongosiya Bigman vachiita twunhu twavo, but varikuti maya Layaan vhaya Usacheuke miridzo, nyatsofaya Ngoma dzapisa, this time ndinoona vamwe vachipa retire Kusvika matisiya Hatimbofa tamira kufaisa magoma ayaya Dai maiziva, tichiri kufambira munumber 1 gear Varikutuka Bigman maita munyama This time handina hanya Ndirikungoshafa maNAMA Ukuda drama, zama A. Palmer Ndakabva neko kumhunga hakuna ipwa Ndipe Riddim vaone zvazvinoitya Inzwa idzo tsumo napadzinoiswa Ndovabatisa majuru parikubuda ishwa Layaan, kumhanya kwauri kuita magoma Police rinokupa ticket reoverspeed Ndopatoti dzamutsana-mutsana tsuro nembwa musango But Vigilance togara tiri palead Tatovhaya Dai vari vanhu vanogaya Vaitongosiya Bigman vachiita twunhu twavo, but varikuti maya Layaan vhaya Usacheuke miridzo, nyatsofaya Ngoma dzapisa, this time ndinoona vamwe vachipa retire Kusvika matisiya Hatimbofa tamira kufaisa magoma ayaya Dai maiziva, tichiri kufambira munumber 1 gear Tikada kupinda munumber 2 kana 3 Tinomhanyisa munhu kunge Mujaji Zvino voita chiguu kurwisa ini Tirimberi kwavo hazvimboda judge Musati mati Ninja President, munomukwanisa here SpiderMan mpfana wekugwazh? Mukuda kudzika matero usina kukwira makata Musafarise kuliner hanzvadzi Unotanga waritoucher kuti rigohwe Usina kurima haukohwe Rega tinotambira mugove Tapinda machena asi hatisi vemasowe Tatovhaya Dai vari vanhu vanogaya Vaitongosiya Bigman vachiita twunhu twavo, but varikuti maya Layaan vhaya Usacheuke miridzo, nyatsofaya Ngoma dzapisa, this time ndinoona vamwe vachipa retire Kusvika matisiya Hatimbofa tamira kufaisa magoma ayaya Dai maiziva, tichiri kufambira munumber 1 gear I hear dat B-b-bigman