Drink Up (Problems Away) (Feat. Busy Signal)
Winky D
3:07Ndosaka ndichifamba ndine rear veiw mirror Ndirikuitira vavengi vasingade kundiona ndichibudirira Ah di master Vose vanhu vaunoitira zvakanaka vokupindukira Vose vanhu vaupinza machena zvino vokugumbukira Saka Freeman ramba uine staira Kwamabva mafamba mamaira Bigman naBanda achistriver Vane godo vouya vachidisguisa Chenjera vanouya voti tiri family Imharadzi nechemukati maenemy Vanongoziva zita rako nesurname Havazive kumusha kwako kana tortem Saka Bhobho Better ndiende kumusha kwangu zvangu ndinotamba nemakhule angu kana nanagogo Pane kubhaizwa chiface nemamwe nematsaga patonaz MaNinja ndazviramba bodo Layaan Musoja, tarisa Norman naJimmy MaRoja Chiface chavo hachisi chekupasana fodya Kunge zvakaitirwa MaNinja naMaSoja Kubva ipapo ndakafunda Ndopa kutenda muyedzo ndakakunda Ndiri pamucheto vanoda kundisunda Ndinoona zviri behind handife ndakabvunda Ndinofamba ndine rear veiw mirror (veiw mirror) Ndirikuitira vavengi vasingade kundiona ndichibudirira Vose vanhu vaunoitira zvakanaka vokupindukira (vobva vakupindukira) Vose vanhu vaupinza machena zvino vokugumbukira (vobva vakugumbukira) Saka Freeman ramba uine staira Kwamabva mafamba mamaira Bigman naBanda achistriver Vane godo vouya vachidisguisa Zvakasiyana muface neshamwari saka ngwara Ukatadza kuzviziva unomhara Muface ukamuudza kuti urikurwara Anongokuti chimbonozama kurara Asi shamwari inouya nemushonga Inoziva ukarara unogona kunofa Pasina mari, rudo rwacho rwainopa Pakati-kati pemoyo ndipo parunobva Chenjera vachakuburitsira zino Shamwari ndidzo dzandinoda parizvino Handidi kuita zvakaita Willom naDino Ndakamasiya maface aindiitira chifinho Kubva ipapo ndakafunda Ndopa kutenda muyedzo ndakakunda Ndiri pamucheto vanoda kundisunda Ndinoona zviri behind handife ndakabvunda Ndinofamba ndine rear veiw mirror (veiw mirror) Ndirikuitira vavengi vasingade kundiona ndichibudirira Vose vanhu vaunoitira zvakanaka vokupindukira (vobva vakupindukira) Vose vanhu vaupinza machena zvino vokugumbukira (vobva vakugumbukira) Saka Freeman ramba uine staira Kwamabva mafamba mamaira Bigman naBanda achistriver Vane godo vouya vachidisguisa Chenjera vanouya voti tiri family Imharadzi nechemukati maenemy Vanongoziva zita rako nesurname Havazive kumusha kwako kana tortem Saka Bhobho Better ndiende kumusha kwangu zvangu ndinotamba nemakhule angu kana nanagogo Pane kubhaizwa chiface nemamwe nematsaga patonaz MaNinja ndazviramba bodo Layaan Musoja, tarisa Norman naJimmy MaRoja Chiface chavo hachisi chekupasana fodya Kunge zvakaitirwa MaNinja naMaSoja Kubva ipapo ndakafunda Ndopa kutenda muyedzo ndakakunda Ndiri pamucheto vanoda kundisunda Ndinoona zviri behind handife ndakabvunda Ndinofamba ndine rear veiw mirror (veiw mirror) Ndirikuitira vavengi vasingade kundiona ndichibudirira Vose vanhu vaunoitira zvakanaka vokupindukira (vobva vakupindukira) Vose vanhu vaupinza machena zvino vokugumbukira (vobva vakugumbukira) Saka Freeman ramba uine staira Kwamabva mafamba mamaira Bigman naBanda achistriver Vane godo vouya vachidisguisa