Charakupa
Alick Macheso
10:06Nhai baba vasandy munodarirei pamberi pevana Vana vanoziva musiyano wekufara nekusuwa Vana vanoti kudiiko nazvo.(Vana vanoti kudiiko) Vana vanoti kudiiko nazvo(Vana vanoti kudiiko diiko nhai) Imi baba vevana manyepoiko asingaperi Kubasaiko kwamunouya isu vamwe tatorara Pamunouira kumba tototi maihwee vauya Yuhwi vana ava amai,tavakanganisa pfungwa toga toga Tavakanganisa,yuhwiii vana ava amai Tavakangaisa pfungwa toga toga(Tavakanganisa) (...)sure here vana vakatarira Chidzidzoiko chavachadzidza kubva kwatiri Pavanodzokera zvonzi vana ava hapana dzinza Tose tichati kudiiiko nazvooo(Tose tichati kudiiko) Vanambuya vachati kudiiko(Vana mbuya vachati kudiiiko nazvo) Vehukama vachati kudiiiko nazvo(Vehukama vachati kudiiiko diiko nhai Zvimwe hazvibvire kurevaaaa Pamberi pevana Zvimwe hazvibvire kutaura Tavapariraka Bopoto pamba rinoita kuti mhuri ishungurudzike Pose paari unomuona anyerere Bopoto pamba rinoita kuti mhuri ishungurudzike Chero kuchikoro unomuona nekusuwa Sandy naye anofanogashira baba vabve kubasa Vasvikaa nguva dziripo Sandy naye anofanogashira baba vabve kubasa Vauya nguva dziripo Vauya vauya babaaaa Vauya baba ohhhh vauya vauya, zvihwitsi muhomwe Vauya vauya babaaaa Vauya baba ohhhh vauya vauya vane bepanhau Vauya vauya babaaa Vauya baba ohhhh vauya vauya tunonaka parutivi