Baba Namai

Baba Namai

Alick Macheso

Альбом: Zvakanaka Zvakadaro
Длительность: 8:12
Год: 2003
Скачать MP3

Текст песни

Baba namai musha wedu washata
Mamhepo awanda hatichaziva zvekuita
Baba namai musha wedu washata
Mamhepo awanda hatichaziva zvekuita

Tarirai mukoma vave kurwara nepfungwa
Sekuru Zanda kutsakatika nenyika
Tarirai mukoma vave kurwara nepfungwa
Sekuru Zanda kutsakatika nenyika

Kana paine akashinhwa akaromba chikwambo
Ngaabude pachena chidzorerwe kumwene wacho
Kana paine akashinhwa akaromba chikwambo
Ngaabude pachena chidzorerwe kumwene wacho
Chinopedza dzinza

Zvinongonditambudza pandiri nguva nenguva
Zvinongonditambudza pandiri nguva nenguva
Angava aniko ave kutipedzesa?
Angava aniko ave kutipedzesa?
Angava aniko ativavarira?
Angava aniko ativavarira?
Ingava ngozi yapinda mumba medu
Ingava ngozi yapinda mumba medu
Chingava chikwambo dzorerai

Chondofira chiiko ini?
Chondofira ka ini
Chondofira chiiko ini?
Chondofira ka ini
Chotofira chiiko isu?
Chotofira ka isu