Jerusarema
Jah Prayzah And The 3Rd Generation Band
4:08sisi vakapfeka mbada kunge dindingwe sevatsika panovava karingwe pungwe kusvika kwati ngwe pungwe kusvika kwati ngwe ndirege ndifare usandikanganise chinamira tarisa zvimhandara zvinoshereketa chiname ndirege ndifare usandikanganise chinamira tarisa zvimhandara zvinoshereketa chiname simuka tiende iwe stimy, stimela hande baba harare zvakaonekwa na gumbura aiwa tete munogura gore rino achabvaruka marokwe anodhura kukanaya muchadura aiwa gogo dzinonyura