Murume
Alick Macheso
12:48Mazuva aye atakadanana Amai vevana ndarangarira Mazuva aye atakadanana Amai vevana ndarangarira Oooh oooh Chengetai Mai vevana vangu ndinokuda zvangu Oooh oooh Chengetai Mwene werudo rwangu ndinokuda zvangu Pane vazhinji vaida iwe neni Tiparadzane tittadze kufara mufaro wanhasi Pane vazhinji vaida iwe neni Tiparadzane titadze kufara mufaro wanhasi Oooh oooh Chengetai Hatingashandudzi nekuti kwazo kubvuta Oooh oooh Chengetai Hatingashandudzi nekuti kwazo kubvuta Ndarangarira mazuva enhamo tairarira nekufuga divi rimwe Ndarangarira mazuva enhamo tairarira nekufuga divi rimwe Oooh oooh Chengetai Mwari vane NYASHA vanongoita kuda kwavo Oooh oooh Chengetai Mwari vane NYASHA vanongoita kuda kwavo Ndarangaridzwa rudo ne shamwari Vane vavo verudo ini handina wangu Ndarangaridzwa rudo ne shamwari Vane vavo verudo ini handina wangu Hezvooo pandiri pano Regai ndiende kumba ndione Chengetai Hezvooo pandiri pano Regai ndiende kumba ndione Chengetai Oooh mama Chenge, Chengeta Chekutanga ndinotenda VaTezvara vangu vakandiberekera Chekutanga ndinotenda Va Ambuya vangu vakandiberekera Mai vevana vevangu Ndiye mwene werudo rwangu Chekutanga ndinotenda Baba nAmai vangu vakakuberekera inini inini Chechipiri ndinotenda Baba nAmai Vangu vakakuberekera baba vevana vako Ndini mwene werudo rwako Chero makamuzivisa kuti ngaazvichengete Isu tichamuchengetawo azoziva kuchengeta Avo vane tarisiro ingade chengeto yake sa Chengetai Sa Chengetai Chero makamuzivisa kuti ngaazvichengete Isu tichamuchengetawo azoziva kuchengeta Avo vane tarisiro ingade chengeto yake sa Chengetai Sa Chengetai Sa Chengetai Nekutiiiii NDEZVASHE!