Mubayei
Feli Nandi
3:03Handidi kukutadzirai Changamire Handidi kukutadzirai Changamire Handidi kukutadzirai Changamire Handidi kukutadzirai Changamire Ho-o oh mumoyo shungu ndinadzo Panotaurwa mazita evamwe Kunzi, "Makabateiko?" Ndoda rangu rishongwewo Ho-o oh inini kunge ndiri munhu akabarwa nemunhukadzi Zvandinogona kukunda pandiri he-e-e zvakashomeka Pamwe pacho zvinondikweva Pamwe pacho zvinondisairira Pamwe pacho zvinondisimbirira Oh, oh, oh Handidi kukutadzirai Changamire Handidi kukutadzirai Changamire Handidi kukutadzirai Changamire Handidi kukutadzirai Changamire Oh-h ndonzwa zviri nyore Kurarama hupenyu hwekufadza nyama yangu Ndonzwa zviri nyore Kubata zvivi zvekufadza maziso evanhu Ndikaita sendotiza nehupenyu hwangu Ndoita kunge ndakasara Nguva yacho yatiri, kufambidzana nazvo Zvoita kunge ndohupenyu Handidi kukutadzirai Changamire Handidi kukutadzirai Changamire Handidi kukutadzirai Changamire Handidi kukutadzirai Changamire Ndozvireva kwamuri (ndipeiwo simba) Ndipeiwo simba (nditize nehupenyu hwangu) Ndozvireva kwamuri (ndipeiwo simba) Ndipeiwo simba (nditize nehupenyu hwangu) Ndozvireva kwamuri (ndipeiwo simba) Ndipeiwo simba (nditize nehupenyu hwangu) Ndozvireva kwamuri Oh-h Handidi kukutadzirai Changamire Handidi kukutadzirai Changamire Handidi kukutadzirai Changamire Handidi kukutadzirai Changamire Mugoni wazvo Ndimi (Alicious) Ndimi mune kundiso Mugoni wazvo Ndimi Ndimi mune kundiso Mugoni wazvo Ndimi Ndimi mune kundiso Mugoni wazvo Ndimi Ndimi mune kundiso