Eriza

Eriza

Jah Prayzah And The 3Rd Generation Band

Альбом: Jerusarema
Длительность: 4:11
Год: 2016
Скачать MP3

Текст песни

Ndine hurombo handina neremuromo
Amai kani maziso angu aone nhamo
Ini rambe ndinyerere ndashaya zano

Eriza iwe dzokorora
Kutamba kwako kunondifungisa Katarina
Eriza iwe dzokorora
Kutamba kwako kunondifungisa Katarina
Eriza iwe dzokorora
Kutamba kwako kunondifungisa Katarina

Mapurisa andipa ticket
Zvikanzi soja unomhanyirepi
Kune ka-sweet chokoreti kunge kaZim Asset
Ka-gugule pa-internet, izvi hazvidi sikireti

Akambotamba pa-market akaita mashiripiti
Pakazouya riot, kukanda tsvombo mu-basket
Aiya hoye

Ndanga ndirere amai ndazomuka
Ndamurota achitamba ndikavhunduka
Ndanga ndirere amai ndazomuka
Ndamurota achitamba ndikavhunduka

Ha-a ndiye ndiye asikana imi (he-e soja)
Hameno vanongoridza tsamwa (he-e warrior)
Moyo yavo ine zidanda (he-e soja)
Haiwa kufara ndiro dama (he-e warrior)
Asika ngoma ndiyo-ndiyo vasikana imi (he-e soja)

Aiwa wandikwadza musana (he-e warrior)
Asika wabatanidza hama (he-e soja)
Aiwa wandikwadza musana iwe (he-e warrior)
Asika wabatanidza hama (he-e soja)

Munya Vhiali!

Parinorereka zuva Eriza
Uchandiwana ndakakumirira pamureza
Parinodoka chete zuva Eriza
Ndikakushaya ndodambuka makumbo kunge hwiza

Eriza iwe dzokorora
Kutamba kwako kunondifungisa Katarina
Eriza iwe dzokorora
Kutamba kwako kunondifungisa Katarina

Ha-a ndiye ndiye asikana imi (he-e soja)
Hameno vanongoridza tsamwa (he-e warrior)
Moyo yavo ine zidanda (he-e soja)
Haiwa kufara ndiro dama (he-e warrior)
Asika ngoma ndiyo-ndiyo vasikana (he-e soja)

Aiwa watikwadza musana (he-e warrior)
Asi wabatanidza hama (he-e soja)
Aiwa watikwadza musana (he-e warrior)
Asi wabatanidza hama (he-e soja)

Ndine hurombo handina neremuromo
Amai kani maziso angu aone nhamo
Ini rambe ndinyerere ndashaya zano

Eriza iwe dzokorora
Kutamba kwako kunondifungisa Katarina (zunza)
Eriza (amai kani) iwe dzokorora (amai kani)
Kutamba kwako kunondifungisa Katarina (zunza)

Eriza (chitenderera) iwe dzokorora (amai kani)
Kutamba kwako kunondifungisa Katarina (zunza)
Eriza (amai kani) iwe dzokorora (iwe tenderera)
Kutamba kwako kunondifungisa Katarina(zunza)

Eriza (sendekera) iwe dzokorora (iwe tenderera)
Kutamba kwako kunondifungisa Katarina (zunza)
Eriza (sendekera) iwe dzokorora (iwe tenderera)
Kutamba kwako kunondifungisa Katarina (zunza)