Mdhara Vachauya
Jah Prayzah And The 3Rd Generation Band
3:37Makati ndiridze ngoma ndikaridza ini ndodiwa Handife ndakaputa chimonera kana musombodhiya Mhere mhere haiwa ndaingonhuwa Handikwanise kuba ini ndorarama ini nechangu cheziya Baba ndipeiwo zano pavanondirongera Vanofamba vachinge mhepo inongombeya mbeya Vachiti wenhamo ngaarambe achingove wenhamo Zvikanzi wenhamo ngaimuwanire panzvimbo Zvikanzi wenhamo ngarambe achingori wenhamo Zvikanzi nhamo imuwanire panzvimbo Hossana woye Hossana woye Haiya woye Hossana woye mundirangarire Haiya woye Hossana woye Hossana woye mambo Haiya woye Hossana woye mundikomborere Haiya woye Mukati hossana Varume ini ndodzana Mukati hossana Makomborero ini ndogama Mukati hossana Varume ini ndodzana Mukati hossana Makomborero ini ndogama Ndirega ndiridze usazendamira ngoma Zvikomborero denga ndiro rine moyochena Vakuru woye moyo wachemachema Dzirimo tsotso munzira dzavakasocherera Vanomukira mashambanzou pasi patematema Chimbori chiiko chavakonzera godo rinorema Zvikanzi wenhamo ngaarambe angori wenhamo Vanoti wenhamo ngaimuwanire panzvimbo Zvikanzi wenhamo ngarambe angori wenhamo Zvikanzi nhamo imuwanire panzvimbo Hossana woye Hossana woye Haiya woye Hossana woye mundirangarire Haiya woye Hossana woye Hossana woye mambo Haiya woye Hossana woye mundikomborere Haiya woye Ndikati hossana Varume ini ndodzana Mukati hossana Varume ini ndodzana Mukati hossana Makomborero ini ndogama Mukati hossana Makomborero ini ndogama Mambo, tariro yangu kani (mambo) Mambo, tigare padare rehumambo (mambo) Tikurukure dzehumambo (mambo) Tiripo panzvimbo yehumambo (mambo) Tariro yangu baba (mambo) Tigare padare rehumambo (mambo) Tikurukure dzehumambo (mambo) Tiripo panzvimbo yehumambo (mambo) Tariro yangu baba (mambo) Tigare padare rehumambo (mambo) Tikurukure dzehumambo (mambo) Tiripo panzvimbo yehumambo (mambo) Tariro yangu baba (mambo) Tigare padare rehumambo (mambo) Tikurukure dzehumambo (mambo) Tiripo panzvimbo yehumambo (mambo) Tariro yangu baba (mambo) Tigare padare rehumambo (mambo) Tikurukure dzehumambo (mambo) Tiripo panzvimbo yehumambo (mambo) Tariro yangu baba (mambo) Tigare padare rehumambo (mambo) Tikurukure dzehumambo (mambo) Ndikati hossana Varume ini ndodzana Mukati hossana Varume ini ndodzana Mukati hossana Makomborero ini ndogama Mukati hossana Makomborero ini ndogama Hossana woye Hossana woye Hossana woye mundikomborere Hossana woye Hossana woye mambo Hossana woye mundirangarire Ndikati hossana Varume ini ndodzana Mukati hossana Varume ini ndodzana Mukati hossana Makomborero ini ndogama Mukati hossana Makomborero ini ndogama Ndikati hossana Varume ini ndodzana Mukati hossana Varume ini ndodzana Mukati hossana Makomborero ini ndogama Haiya hoye Mukati hossana Makomborero ini ndogama