Mdhara Vachauya
Jah Prayzah And The 3Rd Generation Band
3:37Jah Prayzah ah ah Ruva rangu pota nekuseri Tarisa sure ngatisangane mberi Nguva ndiyo shoma zuva richazodzima Kande tsoka ngatisangane mberi Kurumidza, mhanya nemwenje Dima rikatikwidibira panzira tinogasa Kurumidza, mhanya nemwenje Dima rikatikwidibira panzira tinogasa Usarare wawoneka (yo-yo-yo ruva rangu) Vangatironda tsoka (yo-yo-yo ruva rangu) Hope dzandarota (yo-yo-yo ruva rangu) Hadzina kurongeka (yo-yo-yo ruva rangu) Usarare wawoneka (yo-yo-yo ruva rangu) Vangatironda tsoka (yo-yo-yo ruva rangu) Nyangwe hope dzandarota (yo-yo-yo ruva rangu) Hadzina kurongeka (yo-yo-yo ruva rangu) Ha-yo ha-yo ha-yo, ngoma ndiyo ndiyo Hatichadzora tsvimbo, hande darlie Ha-yo ha-yo ha-yo, ngoma ndiyo ndiyo Hatichadzora tsvimbo, hande darlie Kurumidza mhanya nemwenje Dima rikatikwidibira panzira tinogasa Kurumidza mhanya nemwenje Dima rikatikwidibira panzira tinogasa Usarare wawoneka (yo-yo-yo ruva rangu) Vangatironda tsoka (yo-yo-yo ruva rangu) Heee iwe darlie (yo-yo-yo ruva rangu) Ndikati famba dhiya (yo-yo-yo ruva rangu) Usarare wawoneka (yo-yo-yo ruva rangu) Vangatironda tsoka (yo-yo-yo ruva rangu) Nyangwe hope dzandarota (yo-yo-yo ruva rangu) Hadzina kurongeka (yo-yo-yo ruva rangu) Haiwa ruva rangu (hayaa) Ukande tsoka (hayaa) Zuva raenda (hayaa) Ngatisangane mberi (hayaa) Kuchazoedza (hayaa) Tsoka dzatota (hayaa) Tazara dova (hayaa) Mhandara nejaya (hayaa) Haiwa ruva rangu (hayaa) Ukande tsoka (zuva raenda) Zuva raenda (hayaa) Ngatisangane mberi (hayaa) Kuchazoedza (hayaa) Tsoka dzatota (hayaa) Tazara dova (hayaa) Mhandara nejaya (hayaa) Ha-yo ha-yo ha-yo, ngoma ndiyo ndiyo Hatichadzora tsvimbo, hande darlie Ha-yo ha-yo ha-yo, ngoma ndiyo ndiyo Hatichadzora tsvimbo, hande darlie Kurumidza mhanya nemwenje Dima rikatikwidibira panzira tinogasa Kurumidza mhanya nemwenje Dima rikatikwidibira panzira tinogasa