Mdhara Vachauya
Jah Prayzah And The 3Rd Generation Band
3:37Hey my baby, ndide ndikude (Ndikude, ndikude) Kana pane chaunoda ndikumbire ndikupe (Ndikupe, ndikude) Usandikanye, dzangi dzingadambuke Pakuvira kwezuva, ndirarangireee-e-e Kana ngoma yorira (simuka) Vanokuzeza (simuka) Vanokusvika mhosva (simuka) Matambiro aunoita (simuka) Wooooe-e-e (simuka) Vanokuzeza (simuka) Vanokusvika mhosva (simuka) Matambiro aunoita (simuka) Wooooe-e-e (simuka) Haatsike pasi, anofambira mudenga darlie wangu Haatsike pasi, ndizvo zvinonyanyisa kutora mwoyo Haatsike pasi, anofambira mudenga darlie wangu Haatsike pasi, ndizvo zvinonyanyisa kutora mwoyo Kanondibaya, kanondidzora pamwoyo Karokwe kake kaya kanoti mbambamba Kanondibaya, kanondidzora pamwoyo Kashangu kake kaya kanoti kokoko Vanokuzeza (simuka) Vanokusvika mhosva (simuka) Matambiro aunoita (simuka) Wooooe-e-e (simuka) Vanokuzeza (simuka) Vanokusvika mhosva (simuka) Matambiro aunoita (simuka) Wooooe-e-e (simuka) Vanonditarisisa ndinewe Ngirozi yekudenga yacho zvimwe ndiwe Handichakumbire, denga rakatambanudza maoko kare Ngirozi yekudenga yacho zvimwe ndiwe Vanokuzeza (simuka) Vanokusvika mhosva (simuka) Matambiro aunoita (simuka) Wooooe-e-e (simuka) Vanokuzeza (simuka) Vanokusvika mhosva (simuka) Matambiro aunoita (simuka) Wooooe-e-e (simuka) Haatsike pasi, anofambira mudenga darlie wangu Haatsike pasi, ndizvo zvinonyanyisa kutora mwoyo Haatsike pasi, anofambira mudenga darlie wangu Haatsike pasi, ndizvo zvinonyanyisa kutora mwoyo Kanondibaya, kanondidzora pamwoyo Karokwe kake kaya kanoti mbambamba Kanondibaya, kanondidzora pamwoyo Kashangu kake kaya kanoti kokoko (Ndide ndikude) (Ndide ndikude) Hey my baby, ndide ndikude (Ndikude, ndikude) Kana pane chaunoda imbomira ndikupe (Ndikupe, ndikude) Usandikanye, dzangu dzingadambuke (Ndirarangireee-e-e, kana ngoma yorira)