Ndoenda

Ndoenda

Jah Prayzah And The 3Rd Generation Band

Альбом: Jerusarema
Длительность: 5:50
Год: 2016
Скачать MP3

Текст песни

Hee, nhai baba vari kumusoro kudenga
Ndine meso anovava nemisodzi kujenga
Hee, nhai Baba vari kumusoro kudenga
Ndine meso anovava nemisodzi kujenga

Handizivi kuti ndine nzvimbo here Mambo munyika inoera?
Handizivi kuti ndine nzvimbo here Mambo munyika inoera?
Kunyangwe mukandituma ndinoenda Mambo, handirambe
Kunyangwe mukandituma ndinoenda Mambo, handirambe

Haiwa ndoenda Mambo (haiwa ndoenda)
Haiwa ndoenda Baba (haiwa ndoenda)
Haiwa ndoenda Mambo (haiwa ndoenda)
Haiwa ndoenda Baba (haiwa ndoenda)

Haiwa huya uone Babawe (haiwa ndoenda)
Haiwa huya uone Mambo (haiwa ndoenda)
Haiwa huya uone Babawe (haiwa ndoenda)
Haiwa huya uone Mambo (haiwa ndoenda)

Ndine meso anovava nemisodzi kujenga

Haiyaya iyaiya iya musanditongera rufu Mambo
(Haiyaya iyaiya iya musanditongera rufu Mambo)
Hauwolyerere handidi kufira mugehena
(Handidi kufira mugehena)

Handizive kuti ndine nzvimbo here Mambo munyika inoera?
Handizive kuti ndine nzvimbo here Mambo munyika inoera?
Kunyangwe mukandituma ndinoenda Mambo, handirambe
Kunyangwe mukandituma ndinoenda Mambo, handirambe

Haiwa ndoenda Mambo (haiwa ndoenda)
Haiwa ndoenda Baba (haiwa ndoenda)
Haiwa ndoenda baba (haiwa ndoenda)
Haiwa ndoenda Baba (haiwa ndoenda)

Haiwa huya uone Babawe (haiwa ndoenda)
Haiwa huya uone Mambo (haiwa ndoenda)
Haiwa huya uone Babawe (haiwa ndoenda)
Haiwa huya uone Mambo (haiwa ndoenda)

Ndine meso anovava nemisodzi kujenga

Kunyangwe mukatora izwi rangu Mambo
Hakuna anoramba, ndimi munodzika mutemo
Kunyangwe mukatora mweya wandinofema
Hakuna anoramba, ndimi munodzika mutemo

Haiyaya iyaiya iya musanditongera rufu Mambo
(Haiyaya iyaiya iya musanditongera rufu Mambo)
Hawuheere, handidi kufira mugehena
(Handidi kufira mugehena)

Handizive kuti ndine nzvimbo here Mambo munyika inoera?
Handizive kuti ndine nzvimbo here Mambo munyika inoera?
Kunyangwe mukandituma ndinoenda Mambo, handirambe
Kunyangwe mukandituma ndinoenda Mambo, handirambe

Haiwa ndoenda Mambo (haiwa ndoenda)
Haiwa ndoenda Baba (haiwa ndoenda)
Haiwa ndoenda Mambo (haiwa ndoenda)
Haiwa ndoenda (haiwa ndoenda)

Haiwa huya uone Babawe (haiwa ndoenda)
Haiwa huya uone Mambo (haiwa ndoenda)
Haiwa huya uone Babawe (haiwa ndoenda)
Haiwa huya uone Mambo (haiwa ndoenda)