Kumaricho
Jah Prayzah
5:12Varume ndafunga kure, kure Mambo (kure kure kure, kure Mambo) Varume ndafunga kure, kure Mambo (kure kure kure, kure Mambo) Mhuri yangu iri kunetseka kumusha, hoye Mambo (kure Mambo) Mhuri yangu iri kuyaura varume, inini ndakuenda (kure Mambo) Ngoma haimire kunaka vasikana, inini ndakuenda Ngoma haimire kunaka varume, inini ndakuenda Huwerere huwerere huwerere Mambo(kumagumo) Ndiyoyi ngoma yandaitaura (kumagumo) Huwerere huwerere huwerere Mambo(kumagumo) Ndiyoyi ngoma yandaitaura (kumagumo) Ndiyoyi ngoma yandaitaura varume (kumagumo) Ndiyoyi ngoma yandaireva (kumagumo) Ndiyoyi ngoma yandaitaura yasvika (kumagumo) Ndiyoyi ngoma yandaireva (kumagumo) Varume ndakuenda, ini ndafunga kure Varume ndakuenda kumusha, hoye Mambo Hura wangu wamonyoroka Mambo, hoye Mambo Hura wangu wamonyoroka varume, hoye Mambo Zvimwe moyo wekubereka, hoye Mambo Zvimwe moyo wekubereka, hoye Mambo Huwerere huwerere huwerere Mambo (kumagumo) Hoye Mambo (kumagumo) Huwerere huwerere huwerere Mambo(kumagumo) Ndiyoyi ngoma yandaitaura (kumagumo) Ndiyoyi ngoma yandaitaura yasvika (kumagumo) Ndiyoyi ngoma yandaireva (kumagumo) Ndiyoyi ngoma yandaitaura varume (kumagumo) Ndiyoyi ngoma yandaireva (kumagumo) (ndiani angabvumbamira pwere vamwe havabvume, kunze kune mhute) Ndiani angabvumbamira pwere vamwe havabvume, kunze kune mhute iwe (ndiani angabvumbamira pwere vamwe havabvume, kunze kune mhute) Ndiani angabvumbamira pwere vamwe havabvume, kunze kune mhute iwe (ndiani angabvumbamira pwere vamwe havabvume, kunze kune mhute) Huwerere huwerere huwerere Mambo, hoye Mambo Huwerere huwerere huwerere Mambo ndeha, hoye Mambo Huwerere huwerere huwerere Mambo, hoye Mambo (ndiani angabvumbamira pwere vamwe havabvume kunze kune mhute) Ndiani angabvumbamira pwere vamwe havabvume kunze kune mhute iwe (ndiani angabvumbamira pwere vamwe havabvume kunze kune mhute) Ndiani angabvumbamira pwere vamwe havabvume kunze kune mhute iwe