Chiremerera
Jah Prayzah
5:06Rwendo tofamba tiri mhomho Handi vose vachasvika kumucheto Vanemoyo wedombo unorema Muchatadza kubira zambuko Rwendo tofamba tiri mhomho Handi vose vachasvika kumucheto Vanemoyo wedombo unorema Muchatadza kubira zambuko Muchikungurutsa dombo Zimoyo redombo Uchanyura unaro dombo Ucharikungurutsa wega Uchikungurutsa dombo Zimoyo redombo Uchanyura unaro dombo Ucharikungurutsa wega Aiwa titurure kuipa muhana dzedu Aiwa tigadzirise kuresva kwemabasa edu Nekuti pamwe mangwana, mangwana paachauya Aiwa titurure kuipa muhana dzedu Aiwa tigadzirise kuresva kwemabasa edu Nekuti pamwe mangwana, mangwana paachauya Teya mariva utore mari (teya mariva) Teya mari, teya mari (teya mariva) Usangovenga vane mari (teya mariva) Teya mari, teya mari (teya, teya mariva) Teya mariva utore mari (teya mariva) Teya mari, teya mari (teya mariva) Usangovenga vane mari (teya mariva) Teya mari, teya mari (teya, teya mariva) Chiona woteya gokora Wayedza kuronga zvakona Ndipo woguma woromba woroya Tofa wosara wotamba kongonya Muchikungurutsa dombo Zimoyo redombo Uchanyura unaro dombo Ucharikungurutsa wega Aiwa titurure kuipa muhana dzedu Aiwa tigadzirise kuresva kwemabasa edu Nekuti pamwe mangwana, mangwana paachauya Aiwa titurure kuipa muhana dzedu Aiwa tigadzirise kuresva kwemabasa edu Nekuti pamwe mangwana, mangwana paachauya Teya mariva utore mari (teya mariva) Teya mari, teya mari (teya mariva) Usangovenga vane mari (teya mariva) Teya mari, teya mari (teya, teya mariva) Teya mariva utore mari (teya mariva) Teya mari, teya mari (teya mariva) Usangovenga vane mari (teya mariva) Teya mari, teya mari (teya, teya mariva) Tose takakanda mbesa Dzevamwe dzikaita sesango Chirimo ndokohwa marara Ndaida dzimerewo Tose takakanda mbesa Dzevamwe dzikaita sesango Chirimo ndokohwa marara Ndaida dzimerewo Ukanzwa moyo woti kwindima (uri wenyama) Kwindi (dzimwe nhambo iwe unokanganwa) Wonzwa kuda kuita tima (unogodoka) Tima (rako godo rinoda munana) Ndaona maromo mumhino pfee (uri wenyama) Pfee (dzimwe nhambo iwe unokanganwa) Wonzwa kuda kuita tima (unogodoka) Tima (rako godo rinoda munana) Aiwa titurure kuipa muhana dzedu Aiwa tigadzirise kuresva kwemabasa edu Nekuti pamwe mangwana, mangwana paachauya Aiwa titurure kuipa muhana dzedu Aiwa tigadzirise kuresva kwemabasa edu Nekuti pamwe mangwana, mangwana paachauya Teya mariva utore mari (teya mariva) Teya mari, teya mari (teya mariva) Usangovenga vane mari (teya mariva) Teya mari, teya mari (teya, teya mariva) Teya mariva utore mari (teya mariva) Teya mari, teya mari (teya mariva) Usangovenga vane mari (teya mariva) Teya mari, teya mari (teya, teya mariva)