Bindura

Bindura

James Chimombe

Альбом: Best Of
Длительность: 6:49
Год: 1996
Скачать MP3

Текст песни

Virginia shamwari dzako hadzifarire kuti tipengesane
Virginia shamwari dzako hadzifarire kuti tiite maoresa
Maitiro avo aya anondiratidza kuti vanorwara nechirwere chepfungwa
Maitiro avo aya anondiratidza kuti vanorwara neshanje
Maitiro avo aya anondiratidza kuti vakutoda zve pupu

Virginia, Virginia, Virginia, Virginia
Virginia, Virginia, Virginia, Virginia

Virginia shamwari dzako hadzifarire kuti tipengesane
Virginia shamwari dzako hadzifarire kuti tiite maoresa
Maitiro avo aya anondiratidza kuti vanoda chiremba avarape
Maitiro avo aya anondiratidza kuti vanoda doctor

Virginia, Virginia, Virginia, Virginia
Virginia, Virginia, Virginia, Virginia

Zvikaramba zvakadaro ndinoutsika mushina
Tiende Bindura, handina zvinoera
Zvikaramba zvakadaro ndinoapisa mafuta
Tiende Bindura, sezita rangu Bindura

Zvikaramba zvakadaro ndinoitsika sikuta
Tiende Bindura, handina zvinoera
Zvikaramba zvakadaro ndinoimutsa angi
Tiende Bindura, zvakaoma dhiya

Zvikaramba zvakadaro ndinoutsika mushina
Tiende Bindura, handina zvinoera
Zvikaramba zvakadaro ndinoapisa mafuta
Tiende Bindura, sezita rangu Bindura

Zvikaramba zvakadaro ndinotsika mushina
Tiende Bindura, zvakaoma dhiya
Zvikaramba zvakadaro ndinorinyudza gumbo mutangi
Tiende Bindura, zvakaoma dhiya

Zvikaramba zvakadaro ndinoitsika sikuta
Tiende paBindura