Haupore
Killer T
3:29Hot property Nyatso cheka ma-settings (BodySlam Records) Ayanaya for real Yoh Mukwa Ukaita zvekumanikidzira Mangwana unozochema iwe Ukaita zvekumanikidzira Mangwana unozochema iwe Usazoda kumanikidzira rudo Nekuti paunodiwa unoona wega Usazoda kumanikidzira rudo Nekuti paunodiwa unoona wega Kana huri hushamwari regerai Nekuti paunodiwa unoona wega Kana huri hushamwari regerai Nekuti paunodiwa unoona wega Vazhinji vachona havana rudo iwe Vatoripo pakukuitisa Kutoshingirira uchiti uyu ndewako Vatoripo pakukushandisa Unototemba naye uchiti ndewako Mangwana acho anokurasisa Unotogara uchimutsvaga kuti mumwe wangu Kana ukanzwa achikusimbisa Usazoda kumanikidzira rudo Nekuti paunodiwa unoona wega Usazoda kumanikidzira rudo Nekuti paunodiwa unoona wega Kana huri hushamwari regerai Nekuti paunodiwa unoona wega Kana huri hushamwari regerai Nekuti paunodiwa unoona wega Kunyangwe Jesu akatengeswa nevamwe vake iwe Vaitogara vachimusimbisa Saka munhu, munhu Mupengo wemunhu, munhu Kunyangwe wako anokusimbisa Saka usazoda kumanikidzira Usazoda kumanikidzira Usazoda kumanikidzira rudo Nekuti paunodiwa unoona wega Usazoda kukanikidzira rudo Nekuti paunodiwa unoona wega Usazoda kumanikidzira rudo Nekuti paunodiwa unoona wega Kana huri hushamwari regerai Nekuti paunodiwa unoona wega Kana huri hushamwari regerai Nekuti paunodiwa unoona wega Vazhinji vachona havana rudo iwe Vatoripo pakukuitisa Kutoshingirira uchiti uyu ndewako Vatoripo pakukushandisa Unototemba naye uchiti ndewako Mangwana acho anokurasisa Unotogara uchimutsvaga kuti mumwe wangu Kana ukanzwa achikusimbisa Usazoda kukanikidzira rudo Nekuti paunodiwa unoona wega Usazoda kumanikidzira rudo Nekuti paunodiwa unoona wega Kana huri hushamwari regerai Nekuti paunodiwa unoona wega Kana huri hushamwari regerai Nekuti paunodiwa unoona wega Kunyangwe Jesu akatengeswa nevamwe vake iwe Vaitogara vachimusimbisa Saka munhu, munhu Mupengo wemunhu, munhu Kunyangwe wako anokusimbisa Saka usazoda kumanikidzira Usazoda kumanikidzira Usazoda kumanikidzira rudo Nekuti paunodiwa unoona wega Usazoda kumanikidzira rudo Nekuti paunodiwa unoona wega Usazoda kumanikidzira rudo Nekuti paunodiwa unoona wega Kana huri hushamwari regerai Nekuti paunodiwa unoona wega Kana huri hushamwari regerai Nekuti paunodiwa unoona wega Mukwa babe