Vagara Vanongovenga
Killer T
3:04Bodyslam Records Yomutswa, Hot Property Ayanaya four Ndichazopemberawo pazvichiita Kuchema kwangu kwakayanyisa Vamwe havabatisire, vanokutarisa Ndichamboshingirira ndichayedza Misodzi yangu haibude zvenhando Mumoyo mangu mune hondo Nhai Mwariwe inzwai kuchema kwanguwo Ndichamboshingirira ndichayedza Misodzi yangu haibude zvenhando Mumoyo mangu mune hondo Nhai Mwariwe inzwai kuchema kwanguwo Ndichamboshingirira ndichayedza Vanamukoma vakaparara Ndakangosara ndava nherera Amai vakanditi chisara Ndichamboshingirira ndichayedza Ndirimurima ndanzwa nekurasika Tipei chiyedza pamwe tosvika Zvakanaka tozvidawo, zvichishayika Ndichamboshingirira ndichayedza Misodzi yangu haibude zvenhando Mumoyo mangu mune hondo Nhai Mwariwe inzwai kuchema kwanguwo Ndichamboshingirira ndichayedza Misodzi yangu haibude zvenhando Mumoyo mangu mune hondo Nhai Mwariwe inzwai kuchema kwanguwo Ndichamboshingirira ndichayedza Rega ndishingirire zvimwe ndosvika Simba ramakandipa ndozvisimbisa Ndichangomirirawo pazvichaita Ndichamboshingirira ndichayedza Nyangwe tikada kuchema tinonzwika naani? Nyangwe pazvinoremera ndinoudza ani? Ndioneiwo, anoda ndiani? Ndichamboshingirira ndichayedza Misodzi yangu haibude zvenhando Mumoyo mangu mune hondo Nhai Mwariwe inzwai kuchema kwanguwo Ndichamboshingirira ndichayedza Misodzi yangu haibude zvenhando Mumoyo mangu mune hondo Nhai Mwariwe inzwai kuchema kwanguwo Ndichamboshingirira ndichayedza Vanamukoma vakaparara Ndakangosara ndava nherera Amai vakanditi chisara Ndichamboshingirira ndichayedza Ndirimurima ndanzwa nekurasika Tipei chiyedza pamwe tosvika Zvakanaka tozvidawo, zvichishayika Ndichamboshingirira ndichayedza Misodzi yangu haibude zvenhando Mumoyo mangu mune hondo Nhai Mwariwe inzwai kuchema kwangu Ndichamboshingirira ndichayedza Misodzi yangu haibude zvenhando Mumoyo mangu mune hondo Nhai Mwariwe inzwai kuchema kwanguwo Ndichamboshingirira ndichayedza Rega ndishingirire zvimwe ndosvika Simba ramakandipa ndozvisimbisa Ndichangomirirawo pazvichaita Ndichamboshingirira ndichayedza Nyangwe tikada kuchema tinonzwika naani? Nyangwe pazvinoremera ndinoudza ani? Ndioneiwo, anoda ndiani Ndichamboshingirira ndichayedza Misodzi yangu haibude zvenhando Mumoyo mangu mune hondo Nhai Mwariwe inzwai kuchema kwanguwo Ndichamboshingirira ndichayedza Misodzi yangu haibude zvenhando Mumoyo mangu mune hondo Nhai Mwariwe inzwai kuchema kwanguwo Ndichamboshingirira ndichayedza (Buda zvenhando, mumoyo mangu mune hondo) (Misodzi yangu haibude zvenhando) (Misodzi yangu haibude zvenhando)