Vanoudza Vanhu
Killer T
2:41Hot property (Kenako music) Oskidi saka Super nyatso checker Masettings, ma runnings, Cornaz Ayanaya for real Kunyangwe ukagona kunyangwe ukatadza Zvinenge zvakangofanana Havakwanise kutenda nyangwe patinoshanda Vanenge vachiti hapana Vagara vanongovenga ava Kunyangwe ukagona zvakaita sei Vagara vanongovenga ava Oh, vanomirira pawatadza votaura Vagara vanongovenga ava Kunyangwe ukagona zvakaita sei Vagara vanongovenga ava Uh-whoa, vanomirira pawatadza votaura Zvimwe kuda mweya yetsvina here yakavagara Pamwe zvimadhimoni Pandinogona havaone mapofu Kuita hwaJuda hwekunotengesa Jesu Ndoda kubvunza anga amutadzireiko Irwo ruvengo irworwo rwabva nepiko Ndoda kubvunza zvichakusvitsa kupiko Kungomirira pandatadza motaura Vagara vanongovenga ava Kunyangwe ukagona zvakaita sei Vagara vanongovenga ava Oh, vanomirira pawatadza votaura Vagara vanongovenga ava Kunyangwe ukagona zvakaita sei Vagara vanongovenga ava Uh-whoa, vanomirira pawatadza votaura Ko sei vachinyanyoona zvakaipa Munhu, munhu anoona zvakaipa Kuzvishandira handione chakaipa Asi unoona moyo yavo ichibaika Asi inga wani handinei navo Ende futi handiraramire ivo Mweya wekufema handikumbire kwavari Zvandinoshaya ndinochema kunaMwari Vagara vanongovenga ava Kunyangwe ukagona zvakaita sei Vagara vanongovenga ava Oh, vanomirira pawatadza votaura Vagara vanongovenga ava Kunyangwe ukagona zvakaita sei Vagara vanongovenga ava Uh-whoa, vanomirira pawatadza votaura Zvimwe kuda mweya yetsvina here yakavagara Pamwe zvimadhimoni Pandinogona havaone mapofu Kuita hwaJuda hwekunotengesa Jesu Ndoda kubvunza anga amutadzireiko Irwo ruvengo irworwo rwabva nepiko Ndoda kubvunza zvichakusvitsa kupiko Kungomirira pandatadza motaura Vagara vanongovenga ava Kunyangwe ukagona zvakaita sei Vagara vanongovenga ava Oh, vanomirira pawatadza votaura Vagara vanongovenga ava Kunyangwe ukagona zvakaita sei Vagara vanongovenga ava Uh-whoa, vanomirira pawatadza votaura Vagara vanongovenga ava Kunyangwe ukagona zvakaita sei Vagara vanongovenga ava Uh-whoa, vanomirira pawatadza votaura Vagara vanongovenga ava Vagara vanongovenga ava Vagara vanongovenga ava Uh-whoa, vanomirira pawatadza votaura