Kukosha Kwechikorobho
Killer T
3:21Kenako Music Hot property Oskid Saka bata icho Handidi nacho Kodaz Tikagara tichichema misodzi ichapera Tavakuda kumbofarawo kani Nekuti nhamo yemumwe hatiirambiri jembi (Ahunde ahunde) Tavakuda kumbofarawo kani (Ahunde ahunde) Hatingapedzi album rese tichichema (Ahunde ahunde) Tavakuda kumbofarawo kani (Ahunde ahunde) Hatingapedze album rese tichichemawo (Ahunde ahunde) Tavakuda kumboimba zvine message Ko ndisu tirikutaurwa mumakombi Glenora kubata Fio KuMabvuku, kuTafara KuEpworth, kuMandara NekuMbare, Kuwadzana Glenview, kuMufombi KuChitungwiza nekuDzivarasekwa Hona kufara kwacho kwatinoita Kana kuchema hakumbofa kwatifita Hona tavakutsvaga muriwo Musikana wakanaka wekumbofara naye Vamwe vachiti, "Chairman bata ngoma" (Ahunde ahunde) Kwatabva kure zvinhu zvakaoma (Ahunde ahunde) Tavakuda kumbofarawo kani (Ahunde ahunde) Hatingapedzi album rese tichichema (Ahunde ahunde) Tavakuda kumbofarawo kani (Ahunde ahunde) Hatingapedzi album rese tichichemawo (Ahunde ahunde) Nhasi tine vanhu vekufara navo (kufara navo) Kana kumba handiende Chimbotamba izvo zvandimba tione Kana kumba handiende Vaimbozviti havateerere inini (teerere inini) Chimboinzwaiwao icho chi—heavy tune Kuzvima rounds hatingashaye plan (plan) Kana tapedza tobaya pazayani (pazayani) Tavakuda kumbofarawo kani (Ahunde ahunde) Hatingapedzi album rese tichichema (Ahunde ahunde) Tavakuda kumbofarawo kani (Ahunde ahunde) Hatingapedzi album rese tichichemawo (Ahunde ahunde) Tavakuda kumbofarawo kani (Ahunde ahunde) Hatingapedze album rese tichichemawo (Ahunde ahunde) Tavakuda kumbofarawo kani (Ahunde ahunde) Hatingapedzi album rese tichichema (Ahunde ahunde) Tavakudawo kumboimba zvine message Ko ndisu tirikutarwa mumakombi Glenora kubata Fio KuMabvuku, kuTafara KuEpworth, kuMandara NekuMbare, Kuwadzana Glenview, kuMufombi KuChitungwiza nekuDzivarasekwa Hona kufara kwacho kwatinoita Kana kuchema hakumbofa kwatifita Hona tavakutsvaga miriwo Musikana wakanaka wekumbofara naye Tavakuda kumbofarawo kani (Ahunde ahunde) Hatingapedzi album rese tichichema (Ahunde ahunde) Tavakuda kumbofarawo kani (Ahunde ahunde) Hatingapedzi album rese tichichemawo (Ahunde ahunde) Tavakuda kumbofarawo kani (Ahunde ahunde) Hatingapedzi album rese tichichema (Ahunde ahunde) Tavakuda kumbofarawo kani (Ahunde ahunde) Hatingapedze album rese tichichema (Ahunde ahunde) Tamuka Kodaz Hot Property Saka super, nyatso—checka Anaya for real