Notice: file_put_contents(): Write of 677 bytes failed with errno=28 No space left on device in /www/wwwroot/muzbon.net/system/url_helper.php on line 265
Marshal Munhumumwe - Chandagona Ndipemedzeiwo | Скачать MP3 бесплатно
Chandagona Ndipemedzeiwo

Chandagona Ndipemedzeiwo

Marshal Munhumumwe

Альбом: Mbereko Yakaramba
Длительность: 6:02
Год: 2007
Скачать MP3

Текст песни

Kunyange ndiri muvengi wako, chandagona bvumawo
Kunyange uchindidawo sei, chandatadza shorawo

Chandagona bvumaiwo
Chandatadza shoraiwo
Chandagona ndipembedzeiwo
Chandatadza shorai zvenyu

Usapembedza chakaipa nekuti unondida iwe
Usashore chakanaka nekuti wakandivenga iwe

Chokwadi hachikundwewo nenhema shamwari iwe
Vaunotaurira ivavo ini vanondiziva
Vanokushora kana uchinge wavakapira gotsi
Chokwadi hachikanganikwe asi nhema unokanganwa

Kunyange ndiri muvengi wako chandagona bvumawo
Kunyange uchindidawo sei chandatadza shorawo