Josefa

Josefa

Mechanic Manyeruke And The Puritants

Альбом: The Very Best Of
Длительность: 5:18
Год: 2007
Скачать MP3

Текст песни

Josefa wakatiza kuchivi chomukadzi waPotifa

Ndiani angaite izvi Mambo?
Ndiani angaite izvi Tenzi?
Heya, haiyo, heya, heya, heya, ho

Ndiani angaite izvi woo?
Ndiani angaite izvi Mambo?
Heya, haiyo, heya, heya, heya, ho

Josefa waiva akanaka, chiso nemoyo wake Mambo

Ndiyani wakaita saJosefa? Ndiyani wakaita saiye?

Wakanditemndera kubata zvose, nokuchengeta vashandi

Wakandirambidza imimi, nokuti muri mukadzi wake

Vamwe vakatadza kuparidza nokuda kwenyaya iyi varume
Vamwe vakatadza kuparidza nokuda kwenyaya iyi varume
Ndiani angaite izvi Mambo?
Ndiani angaite izvi Tenzi?
Heya, haiyo, heya, heya, heya, ho

Wakamushevedza mukadzi waPotifa, "Huya, huya urare neniwo"
Ndiyani wakaita saiye?