Bako Rangu (Live)

Bako Rangu (Live)

Minister Michael Mahendere

Длительность: 6:00
Год: 2025
Скачать MP3

Текст песни

Muri simba rangu Mwari
Muri simba rangu Jeso
Simba rangu Mwari
Hapana chandinotya

Muri bako rangu Mwari
Mamuri, ndohwanda
Bako rangu
Hapana

Jehovah isimba rangu
Simba rangu, simba rangu
Simba rangu
Hapana chandinotya

Muri simba rangu Mwari
Simba rangu, simba rangu
Simba rangu
Hapana chandinotya

Muri bako rangu kani
Bako rangu, bako rangu
Bako rangu
Mamuri, ndinohwanda

Muri bako rangu Mwari
Bako rangu, bako rangu
Bako rangu
Mamuri, ndinohwanda

Muri nhovo yangu kani
Nhovo yangu, nhovo yangu
Nhovo yangu
Hapana chandinotya

Muri nhovo yangu kani
Nhovo yangu, nhovo yangu
Nhovo yangu
Hapana chandinotya

Hey

Muri bako rangu
Hapana chandinotya
Hapana kani
Eh hapana kani

Muri simba rangu
Hapana chandinotya
Hapana kani
Eh hapana kani

Ndafamba kwakawanda
Mungori neni
Ndaona zvakawanda
Mungori neni
Ndasangana nezvakawanda
Mungori neni
Ndaona zvakawanda

Muri Shamwari yangu kani
Shamwari yangu
Shamwari yangu
Shamwari yangu
Hapana chandinotya

Muri Shamwari yangu kani
Shamwari yangu
Shamwari yangu
Shamwari yangu
Hapana chandinotya

Mhinduro yangu
Mhinduro yangu
Mhinduro yangu
Mhinduro yangu
Hapana chandinotya

Muri mhinduro yangu kani
Mhinduro yangu
Mhinduro yangu
Mhinduro yangu
Hapana chandinotya

Ndasangana nezvakawanda
Mungori neni
Ndaona zvakawanda
Mungori neni
Ndafamba kwakawanda
Mungori neni
Ndasangana nezvakawanda

Aiwa kwese kwese
Munenge muneni
Munenge muneni
Munenge muneni
Jeso, munenge muneni

Oh kwese kwese
Munenge muneni
Munenge muneni
Munenge muneni
Jeso, munenge muneni

Ah Jehovah isimba rangu
Simba rangu, simba rangu
Simba rangu
Hapana chandinotya

Aiwa Jehovah isimba rangu
Simba rangu, simba rangu
Simba rangu
Hapana chandinotya

Aiwa Shamwari yangu kani
Shamwari yangu
Shamwari yangu
Shamwari yangu
Hapana chandinotya

Muri Shamwari yangu kani
Shamwari yangu
Shamwari yangu
Shamwari yangu
Hapana chandinotya

Che che
Che che
Che che

Oh kwese kwese
Munenge muneni
Munenge muneni
Munenge muneni
Jeso, munenge muneni

Aiwa kumba kwangu
Munenge muneni
Munenge muneni
Munenge muneni
Jeso, munenge muneni

Kubasa kwangu
Munenge muneni
Munenge muneni
Jeso
Munenge muneni
Jeso, munenge muneni

Aiwa pese pese
Munenge muneni
Munenge muneni
Munenge muneni
Jeso, munenge muneni

Aiwa kwose kwose
Munenge muneni
Jeso
Munenge muneni
Jeso
Munenge muneni
Jeso, munenge muneni

Muri bako rangu kani
Muri bako rangu Mwari
Bako rangu kani
Mamuri, ndinohwanda

Muri simba rangu kani
Muri simba rangu Jeso
Simba rangu
Hapana chandinotya