Bako Rangu (Live)
Minister Michael Mahendere
6:00Hakuna hama Kupinda Mambo Jesu Hakuna hama Kupinda Mambo Jesu Hakuna, hakuchina Hakuna mumwe, mukuru zve ba Hakuna, hakuchina Aiwa hakuna mumwe kurapa moyo Hakuna, hakuchina Iko hakuna mumwe zve mununudziri Hakuna, hakuchina Aiwa vakomana Jesu ndiye, Shamwari yakanaka Anonatsa, kutungamira Hakuna mumwe Kupinda Mambo Jesu Hakuna, hakuchina Aiwa vasikana Jesu ndiye, Shamwari yakanaka Anonatsa, kutungamira Hakuna mumwe Kupinda Mambo Jesu Hakuna, hakuchina Mibururu, mibururu Honde! Hakuna mumwe Mukuru zve ba Hakuna, hakuchina Iko hakuna mumwe, mununudziri Hakuna, hakuchina Ha iko hakuna chimwe chipo chikuru zve ba Hakuna, hakuchina Iko hakuna nguva tisingaonwe Hakuna, hakuchina Aiwa vadikani Jesu ndiye, Shamwari yakanaka Anonatsa, kutungamira Hakuna mumwe Kupinda Mambo Jesu Hakuna, hakuchina Ah vasikana Jesu ndiye, Shamwari yakanaka Anonatsa, kutungamira Hakuna mumwe Kupinda Mambo Jesu Hakuna, hakuchina Ah hunde Ah hunde Mambo Ah hunde Ah vasikana Jesu ndiye, Shamwari yakanaka Anonatsa, kutungamira Hakuna mumwe Kupinda Mambo Jesu Hakuna, hakuchina Ah vadikani Jesu ndiye, Shamwari yakanaka Anonatsa, kutungamira Hakuna mumwe Kupinda Mambo Jesu Hakuna, hakuchina This part is for my mother Eh Ah hu-hunde Ah hu-hunde Ah hu-hu, ah hu-hu Ah hu-hunde Ah hu-hunde Mambo Ah hu-hu, ah hu-hu Ita Amen, Amen Amen, Amen Ah hu-hu, ah hu-hu Amen, Amen Amen, Amen Ah hu-hu, ah hu-hu Vasikana! Jesu ndiye, Shamwari yakanaka Anonatsa, kutungamira Hakuna mumwe Kupinda Mambo Jesu Hakuna, hakuchina Ah vadikani Jesu ndiye, Shamwari yakanaka Anonatsa, kutungamira Hakuna!