Bako Rangu (Live)
Minister Michael Mahendere
6:00Ndakanzwa nezvaro ndiri kure Kuti guta iri rakanaka ah Mukova waro Wakazarurirwa vose Vakaneta nekuremerwa Ini ndikatizira imomo Hey Ndakagamuchirwa Muguta reutiziro NdiJesu Mune hupenyu NeRugare Ini handibude imomo Ini ndakamanyira kuna Jesu Guta rangu reutiziro Ini ndogara muna Jesu Guta rangu reutiziro Ini ndakamanyira kuna Jesu Guta rangu reutiziro Ini ndogara muna Jesu Guta rangu reutiziro Guta iri rakanaka Uye rinochengetedza Vagari varo Haritenderi mhepo Dzakaipa Kuti dzindibate ndirimo Oh Rakashongedzwa uye Rinorindira vagari varo Oh iGuta rinofamba neni Mazuva ose Ini handibude imomo Ini ndakamhanya (Let me see you!) Ndakananga kuna Jesu Newe chimhanya Mukana wacho uchiripo Ini ndakamhanya Ndikaponeswa naJesu Newe chimhanya Nzvimbo yako ichiripo Ini ndakamhanyira Kuna Jesu Guta rangu reutiziro Ini ndogara muna Jesu Eh Guta rangu rehutiziro Hey! Ini ndakamanyira kuna Jesu Kuna Jesu Guta rangu reutiziro Haa Ini ndogara muna Jesu Muna Jesu Guta rangu reutiziro C'mon, C'mon C'mon, C'mon C'mon Hey! Chimhanya C'mon Chimhanya Hey, hey Chimhanya iwe Hey Mhanya iwe Mhanya iwe C'mon, c'mon Chimhanya Mhanya iwe Mhanya iwe Hey Mhanya iwe Hey, ndinorarama Ndirimo Ndinobudirira Ndirimo Ndinopora Ndirimo Ndosimukira Ndirimo Nokusingaperi Ndirimo Muna Jesu Guta rangu reutiziro Ndinorarama Ndirimo Ndinosimukira Ndirimo Ndinopora Ndirimo Ndobudirira Ndirimo Nekusingaperi Ndirimo Muna Jesu Guta rangu reutiziro Chimhanya! Chimhanya! Chimhanya iwe! Mhanya iwe Mhanya iwe! Chimhanya! Mhanya iwe! Mhanya iwe! Mhanya iwe!