Gunguwo

Gunguwo

Oliver Mtukudzi And The Black Spirits

Альбом: Ndipeiwo Zano
Длительность: 3:08
Год: 2018
Скачать MP3

Текст песни

Gunguwo
Gunguwo (ayiwa yiwa vakomana)
Gunguwo (ho vasikana imi)

Iyowe ihowere
Gunguwo  gunguwo rakapona negwe kumuka kuvakomana imi
Iyaho iwehere
Gunguwo gunguwo rakapona nekuparapara vasikana imi
Iyaho iwehere

Nhasi ndiwe unedura hupenyu wako uipapi
(ndiudze wo mzukuro)
Nhansi ndiwe wanokowa hupenyu wako uripi ko
(ndiudze wo mkoma)

Gunguwo (aha vakomana)
Gunguwo (ayiwa yiwa vakomana imi)
Iyaho iwehere  iya

Gunguwo  gunguwo rakapona negwe kumuka kuvakomana imi
Iyaho iwehere
Gunguwo gunguwo rakapona nekuparapara vasikana kani
Iyaho iwehere

Nhasi ndiwe unedura hupenyu wako uipapi
(ndiudze wo mzukuro)
Nhansi ndiwe wanokowa hupenyu wako uripapi
(ndiudze wo mkoma)

Ndiudze wo mzukuru
Ndiudze wo mnunguna
Ndiudze wo sawhira
Ndiudze wo iyaho iwere iya

Fenenga inofenenga
Fenenga inofenenga
Fenenga inofenenga

Fenenga inofenenga
Fenenga inofenenga
Fenenga inofenenga

Fenenga inofenenga
Fenenga inofenenga
Fenenga inofenenga