Dzoka Uyamwe
Oliver Mtukudzi
6:05Ndagarwa nhaka amai Ndagarwa nhaka mningina Ndagarwa nhaka ini (nemoyo tswena) Ndagarwa nhaka amai Ndagarwa nhaka mningina Ndagarwa nhaka ini (nemoyo tswena) Ndagarwa nhaka amai Ndagarwa nhaka mningina Ndagarwa nhaka ini (nemoyo tswena) Ndagarwa nhaka amai Ndagarwa nhaka mningina Ndagarwa nhaka ini (nemoyo tswena) Ndawana weku wechemera mambo Ndawana anondichengeta vho Ndawana wekuturira mabo Nekuembera Ndawana weku wechemera mambo Ndawana anondichengeta ini Ndawana wekuturira mabo Nekuembera Ndawa weku wechemera mambo Ndawana anondichengeta vho Ndawana wekuturira mabo Nekuembera Ndawana weku wechemera mambo Ndawana anondichengeta ini Ndawana wekuturira mabo Nekuembera Ndagarwa nhaka amai Ndagarwa nhaka mningina Ndagarwa nhaka ini (nemoyo tswena) Ndagarwa nhaka amai Ndagarwa nhaka mningina Ndagarwa nhaka ini (nemoyo tswena) Ndagarwa nhaka amai Ndagarwa nhaka mningina Ndagarwa nhaka ini (nemoyo tswena) Ndagarwa nhaka amai Ndagarwa nhaka mningina Ndagarwa nhaka ini (nemoyo tswena) Ndawana weku wechemera mambo Ndawana anondichengeta ini Ndawana wekuturira mabo Nekuembera Ndawana weku wechemera mambo Ndawana anondichengeta vho Ndawana wekuturira mabo Nekuembera Ndawana weku wechemera mambo Ndawana anondichengeta ini Ndawana wekuturira mabo Nekuembera Ndawana weku wechemera mambo Ndawana anondichengeta vho Ndawana wekuturira mabo Nekuembera Ndawana weku wechemera Ndawana anondichengeta Ndawana wekuturira Nekuembera