Kugocha Kunoda Mai

Kugocha Kunoda Mai

Oliver Mtukudzi And The Black Spirits

Альбом: Shanje
Длительность: 3:28
Год: 2018
Скачать MP3

Текст песни

Muwerure mambo muwerure
Muwerure mambo muherere hia hahaha

Muwerure mambo muwerure
Muwerure mambo muherere hia (kunoda amai kwemwana kunodzima moto)
Muwerure mambo muwerure
Muwerure mambo muherere hia (kunoda amai kwemwana kunodzima moto)

Kugocha Kunoda amai kwemwana kunodzima moto iyaho
(kunoda amai kwemwana kunodzima moto)
Kugocha Kunoda amai kwemwana kunodzima moto iyahonda
(kunoda amai kwemwana kunodzima moto)

Pakadzima moto pachavo
Suduruka varidzi tsamwa (kunoda amai kwemwana kunodzima moto)
Pakadzima moto pachavo
Suduruka varidzi tsamwa (kunoda amai kwemwana kunodzima moto)

Muwerure mambo muwerure
Muwerure mambo muherere hia (kunoda amai kwemwana kunodzima moto)
Muwerure mambo muwerure
Muwerure mambo muherere awu (kunoda amai kwemwana kunodzima moto)

Gwendere gwendere mumba umu
Gwendere gwendere unoripa (kunoda amai kwemwana kunodzima moto)
Gwendere gwendere mumba muno
Gwendere gwendere uchanyara (kunoda amai kwemwana kunodzima moto)

Ukapundza chinhu cha amai
Mangwana unochiripa (kunoda amai kwemwana kunodzima moto)
Ukapundza chinhu cha ambua
Mangwana uchachiripa chete (kunoda amai kwemwana kunodzima moto)

Kana mukanya endakure
Suduruka varidzi tsamwa (kunoda amai kwemwana kunodzima moto)