Ndagarwa Nhaka
Oliver Mtukudzi
4:53Chikokiana ndakarega mbamba ndagarega Chikokiana ndakarega kana mbamba ndagarega Kachasu ndakarega kana mbamba ndakarega Kachasu ndakarega kana mbamba ndakarega Fadza nyama yako chenjera hupfumi hunosara kumukombe Fadza nyama yako chenjera hupfumi hunosara kumukombe Ndakuyambira chenjera hunu hunosara kumukombe Ndakuyambira chenjera hunu hunosara kumukombe Chikokiana ndakarega mbamba ndagarega Chikokiana ndakarega kana mbamba ndagarega Kachasu ndakarega kana mbamba ndakarega Kachasu ndakarega kana mbamba ndakarega Fadza nyama yako chenjera hupfumi hunosara kumukombe Fadza nyama yako chenjera hupfumi hunosara kumukombe Ndakuyambira chenjera hunu hunosara kumukombe Ndakuyambira chenjera hunu hunosara kumukombe Wakuruma ndzeve ndewako Wabaya zani ndewako Wakuruma ndzeve ndewako Wabaya zani ndewako