Hatida Hondo
Oliver Mtukudzi
5:41Hazvireve rudo handina ini Hazvireve rudo handina mwanangu iwe Rudo ndinarwo mwanangu Hazvireve rudo handina ini Hazvireve rudo handina mwanangu iwe Rudo ndinarwo mwanangu Mai vaiva mwana mudiki (mudiki) Ini ndakanga ndichimwana mudiki Hazvireve rudo handina newe mwanangu iwe Rudo ndinarwo mwanangu Mai vaiva mwana mudiki (mudiki) Ini ndakanga ndichimwana mudiki Hazvireve rudo handina newe mwanangu iwe Rudo ndinarwo mwanangu Mai vaiva mwana mudiki (mudiki) Ini ndakanga ndichimwana mudiki Hazvireve rudo handina newe mwanangu iwe Rudo ndinarwo mwanangu Mai vaiva mwana mudiki (mudiki) Ini ndakanga ndichimwana mudiki Hazvireve rudo handina newe mwanangu iwe Rudo ndinarwo mwanangu Mhaka yaivepo takatukana, kupopotana Amai ndokuwoneka Bopoto, kutukana, nekuwoneka Mhosva yaivepo takatukana, kupopotana Amai ndokuramwa Bopoto, kutukana, nekuwoneka Mukupera kwegore Ndakatozonzwa nerunyerekupe Hazvireve rudo handina newe mwanangu Rudo ndinarwo mwanangu Mukufamba kwenguva Ndakatozonzwa nerunyerekupe Hazvireve rudo handina newe mwanangu iwe Rudo ndinarwo mwanangu Takasangana pamhararano (mhararano) Ndikabvunza amai mwana aripiko Hazvireve rudo handina newe mwanangu iwe Rudo ndinarwo mwanangu Takasangana pamhararano (mhararano) Ndikabvunza amai mwana ananiko Hazvireve rudo handina newe mwanangu iwe Rudo ndinarwo mwanangu Tichaonana tichaonana kana Mwari ada (zvarongeka) Hazvireve rudo handina newe mwanangu iwe Rudo ndinarwo mwanangu Tichaonana tichaonana kana zvichinge zvarongeka (Mwari ada) Hazvireve rudo handina newe mwanangu iwe Rudo ndinarwo mwanangu Hazvireve rudo handina ini Hazvireve rudo handina ini mwanangu iwe Rudo ndinarwo mwanangu Hazvireve rudo handina ini Hazvireve rudo handina ini mwanangu iwe Rudo ndinarwo mwanangu