Mutserendende
Oliver Mtukudzi
6:10Nai mwana wanga uripi unani Nai mwana wanga unani uripi Nai mwana wanga uripi unani Nai mwana wanga unani uripi Perekedza mwana aha Zuva ravira (kundze kwadoka) Perekedza mwana perekedza mwana iwe Zuva ravira (kundze kwadoka) Perekedza mwana sikana perekedza sheri iyo Zuva ravira (kundze kwadoka) Nai mwana wanga uripi unani Nai mwana wanga unani uripi Nai mwana wanga uripi unani Nai mwana wanga unani uripi Perekedza mwana perekedza mwana iwe Zuva ravira (kundze kwadoka) Perekedza mwana sikana perekedza baby iro Zuva ravira (kundze kwadoka) Mai vanoti mwana wangu wanga uripi ko Zuva ravira (kundze kwadoka) Mai vanoti mwana wangu wanga unani ko Zuva ravira (kundze kwadoka) Perekedza mwana perekedza mwana iwe Zuva ravira (kundze kwadoka) Perekedza mwana sikana perekedza mwana uyu Zuva ravira (kundze kwadoka)