Notice: file_put_contents(): Write of 651 bytes failed with errno=28 No space left on device in /www/wwwroot/muzbon.net/system/url_helper.php on line 265
Oliver Mtukudzi - Masimba Mashoma | Скачать MP3 бесплатно
Masimba Mashoma

Masimba Mashoma

Oliver Mtukudzi

Альбом: Tsimba Itsoka
Длительность: 5:13
Год: 2007
Скачать MP3

Текст песни

Chisi chako masimba mashoma
Chisi chako masimba mashoma, masimba mashoma
Hona, kana mombe yekurongerwa, ndeyekukame wakaringe nzira
Hona, kana mombe yekuchengeteswa, ndeyekukame wakaringe nzira
Chisi chako masimba mashoma, masimba mashoma
Kutamba nemombe yehumai, wairasa
Kutamba nemombe yehumai wairasa, wairasa
Hona nyakurarama nechisi chake, anodya asicheuka
Nyakurarama nechisi chake, unoona anedya asicheuka
Kutamba nemombe yehumai, wairasa
Kutamba nemombe yehumai wairasa, wairasa
Hona, kana mombe yekurongerwa, ndeyekukame wakaringe nzira
Kana mombe yekuchengeteswa, ndeyekukame wakaringe nzira