Ndagarwa Nhaka
Oliver Mtukudzi
4:53Varipo varume vanorarama neraki Iripo mikono inirarama neraki Isingazive pane anochengeta Zvichida ariko kumusoro Anoyambutsa pazambuko Kukumburitsa murutsva Agonzvengesa panjodzi Varipo varume vanorarama neraki (raki munoritorepi ko raki) Iripo mikono inirarama neraki (raki) Isingazive pane anochengeta (raki munoriwanepi ko raki) Anoyambutsa pazambuko (raki) Kukumburitsa murutsva (raki munoritorepi ko raki) Agosvetutsa paminzwa uyo (raki) Kukunzvengesa panjodzi (raki munoriwanepi ko raki) Wozonzwa zve raki enough ndararama (lucky enough ndararama) Ndinokunzwai raki enough ndanzvenga (lucky enough ndanzvenga) Ha varume vanorarama neraki (raki munoritorepi ko raki) Iripo mikono inirarama neraki (raki) Isingazive pane muchengeti (raki munoriwanepi ko raki) Anoyambutsa pazambuko (raki) Kukusvetutsa paminzwa (raki munoritorepi ko raki) Akunzvengesa panjodzi (raki) Ndinokunzwai raki enough ndararama (raki lucky enough ndararama) Ndozonzwa zve raki enough ndanzvenga (raki lucky enough ndanzvenga) Ndinovandzwa raki enough ndararama ini (raki lucky enough ndararama) Ndozonzwa zve raki enough ndapona (raki lucky enough ndapona) Ndivava varume vanorarama neraki (raki munoritorepi ko raki) Iripo mikono inirarama neraki (raki) Raki munoriwanepi ko raki (raki munoriwanepi ko raki) Raki munoritorepi ko raki (raki) Ndinokunzwai raki enough ndararama (raki lucky enough ndararama) Ndozonzwa zve raki enough ndanzvenga (raki lucky enough ndanzvenga) Ndinovandzwa raki enough ndararama ini (raki lucky enough ndararama) Ndozonzwa zve raki enough ndapona (raki lucky enough ndapona) Raki raki raki Raki munoriwanepi ko raki (raki munoritorepi ko raki) Raki Raki munoritorepi ko raki (raki munoriwanepi ko raki) Raki Raki munoriwanepi ko raki (raki munoritorepi ko raki) Raki Ndinokunzwai raki enough ndararama ini (raki lucky enough ndararama) Ndozonzwa zve raki enough ndapona (raki lucky enough ndapona) Ndinokunzwai raki enough ndararama (raki lucky enough ndararama) Ndozonzwa zve raki enough ndanzvenga (raki lucky enough ndanzvenga) Raki raki raki