Chengetai
Oliver Mtukudzi
3:55Imi baba manyanya Aha Imi baba manyanya Imi baba manyanya Kurova mai Ndimi baba manyanya Kutuka mai Motu isu vana tofara sei Isu vana tofara sei ko Kana mai vachuchema pameso pedu Kana mai vachingochema pamberi pedu Imi baba manyanya Kurova mai Ndimi baba manyanya Kutuka mai Monoti isu vana tofara sei Isu vana tofara sei ko Kana mai vachuchema pameso pedu Kana mai vachingochema pamberi pedu Mati panga hangu ndifire pavana Roba hangu ndifire ho pavana vangu ava Tozeza baba (tozeza baba) Tozeza baba (tozeza baba) Tozeza baba (tozeza baba) Vhauya vadakwa ((tozeza baba) Tozeza baba (tozeza baba) Baba chidakwa (tozeza baba) Tozeza baba ava (tozeza baba) Vhauya vakorewa avha (tozeza baba) Hoi hoi hoi manyanya Chavanotadza chi ko Chonomirira madakiwa Idoro here rinoti Mai ngavatukwe Idoro here rinoti Mai ngavarovwe Tozeza baba (tozeza baba) Tozeza baba (tozeza baba) Tozeza baba (tozeza baba) Vhauya vadakwa ((tozeza baba) Tozeza baba (tozeza baba) Baba chidakwa (tozeza baba) Tozeza baba ava (tozeza baba) Vhauya vakorewa avha (tozeza baba) Hoi hoi hoi manyanya Oh oh oh (ho aya oh) Oh oh oh (ho aya oh) Oh oh oh (ho aya oh) Oh oh oh (ho aya oh) Oh oh oh (ho aya oh) Oh oh oh (ho aya oh) Oh oh oh (ho aya oh) Oh oh oh (ho baba) (ho baba) Imi imi imi baba wangu (ho baba) Imi imi imi baba wangu (ho baba) Imi imi imi baba wangu (ho baba) Imi imi imi baba wangu (ho baba) Imi imi imi baba wangu (ho baba)