Sahwira
Pengaudzoke
7:34Hapana anoda ubudirire Hapana anoda ubudirire Watenga mota watoipara mhaka Watenga mota watoipara mhaka Shamwari dzinoda utambudzike Shamwari dzinoda utambudzike Hama dzekwenyu dzinoda ukumbire munyu Hama dzekwenyu dzinoda ukumbire munyu Hama dzekwenyu dzinoda uve panzara Hama dzekwenyu dzinoda uve panzara Kana tikavengana pasi pano zvogotipeiko? Kana tikavengana pasi pano zvogotipeiko? Kana tikaparadza pfuma yawanikwa zvogotipeiko? Kana tikaparadza pfuma yawanikwa zvogotipeiko? Nyangwe tikati nhingi asararame zvogotipeiko? Nyangwe tikati nhingi asararame zvogotipeiko? Ndokudai mese Ndiyo, ndiyo, ndiyo, ndiyo, aah Hapana anoda ubudirire Hapana anoda ubudirire Watenga mota watoipara mhaka Watenga mota watoipara mhaka Shamwari dzinoda utambudzike Shamwari dzinoda utambudzike Hama dzekwenyu dzinoda ukumbire munyu Hama dzekwenyu dzinoda ukumbire munyu