Samatenga
Simon Chimbetu
8:09Ndaifunga nguva iye Ndaifunga nguva iye Apo ndaigara zvakanaka Ndaifunga nguva iye Ndaifunga nguva iye Apo ndaigara zvakanaka Mudzimai wangu iye Julie Mudzimai wangu iye Julie Ndiye wandaiti mai vemba Mudzimai wangu iye Julie Mudzimai wangu iye Julie Ndiye wanditi mai vemba Ndagumburwa pabasa Ndingatsamwe sei ndainyevenuka ndave naJulie Ndagumburwa pabasa Ndingatsamwe sei ndainyeveuka ndave naJulie Pasi riya rapinduka Pasi riya rapinduka Handichina mufaro ini Pasi riya rapinduka Pasi riya rapinduka Handichina mufaro ini Pasi riya rapinduka Pasi riya rapinduka Handichina mufaro ini Pasi riya rapinduka Pasi riya rapinduka Handichina mufaro ini Kubasa kunotongwa naforomani Kumba kwave kutongwa naiye Julie Kubasa kuno tongwa naforomani Kumba kwave kutongwa naiye Julie Zvanzi takafanana iye neni Mwanasikana nemwanakomana Kwanzi takafanana iye neni Mwanasikana nemwanakomana Pasi riya rapinduka Pasi riya rapinduka Handichina mufaro ini Pasi riya rapinduka Pasi riya rapinduka Handichina mufaro ini Hey, ah-ah, hey Dendera kings Ah-ah, hey, hey Pasi riya rapinduka Pasi riya rapinduka Handichina mufaro ini