Chii Chanetsa
Sam Mtukudzi
5:23Ndinotenda amai Amai vangu, ndinovatenda amai vangu Panodiwa rudo rukuru kumurera Pagoshanda masimba makuru kumubereka Mwana uyo Nditori chipo chikuru kubva kudenga Kubva kuna nyadenga kumubereka mwana uyo Pakabuda rudo rukuru kundirera Pagoshanda masimba makuru kundibereka iniwo Vakawanda vakakonewa kuvarera Kurasa vana kunze kwekuvachengeta kwavo Ndinotenda amai vangu makandirera inini mambo Kuratidza rudo rukuru pakundichengeta kwavo