Wenhamo

Wenhamo

Thomas Mapfumo

Альбом: Roots Chimurenga
Длительность: 5:37
Год: 1996
Скачать MP3

Текст песни

We-wenhamo, wenhamo (wenhamo, wenhamo, wenhamo, wenhamo)

Mai vangu vazvenhamo, zvenhamo (zvenhamo, zvenhamo, zvenhamo, zvenhamo)
Vakanditiwo wenhamo, wenhamo (wenhamo, wenhamo, wenhamo, wenhamo)

Maakufumirawo tea nechingwa (kuseni-seni)
Nekukanga masteak kuseni (kugarika)
Hamuchadiwo kufamba netsoka (mazuva ano)
Munofarira kufamba nemota (bindu rasvinora)

We-wenhamo, wenhamo (wenhamo, wenhamo, wenhamo, wenhamo)
Mai vangu vazvenhamo, zvenhamo (zvenhamo, zvenhamo, zvenhamo, zvenhamo)
Zita rangu zvenhamo, zvenhamo (zvenhamo, zvenhamo, zvenhamo, zvenhamo)
Ndakakurirawo munhamo, munhamo (munhamo, munhamo, munhamo, munhamo)

Mai vangu vainhonga mabhonzo (mari yechikoro)
Baba vangu vaitambira tiki (mazuva acho)
Hamusati maionawo nhamo (haisi mhosva yenyu)
Makazvarwawo hondo yapera (chikomborero)

We-wenhamo, wenhamo (wenhamo, wenhamo, wenhamo, wenhamo)
Mai vangu vazvenhamo, zvenhamo (zvenhamo, zvenhamo, zvenhamo, zvenhamo)
Ndakurirawo munhamo, munhamo (munhamo, munhamo, munhamo, munhamo)

Taifumirawo maheu kuseni (mazuva acho)
Usaona ndichityaira mota (ishungu dzangu)
Ndichigarawo mumba yakanaka (kushinga chete)
Hazvina kumbouyawo nyore (idikita)