Ndashamisika
Trevor Dongo
3:47Chii chinondidzora? Moyo unondidzora kuti tisasiyane (Eternity, Eternity) Tinombotadza kunzwanana munguva dzatinonetsana Tinomboda kuparadzana Asi pane chinhu chinondidzora baby Hasha dzosakisa kuti moyo yedu irwadziwe Zororo toshaisana Ndofunga kuyenda asi zvoramba (Chii?) Chii chinondidzora kuti ndirambe ndichikutevera? (Moyo) moyo unondidzora kuti tisasiyane, kuti tigarisane (Chii?) Chii chinondidzora kuti ndirambe ndichikutevera? Moyo unondidzora kuti tisasiyane, kuti tigarisane Kuzvida kwaunoita iwewe Kuzvida kwandoita ininiwo Ndombofunga kuramba rudo Asi manyepo, asi manyepo Kukanganisa kwaunoita Uchindinyepera zviri pachena Ndombosarudza kuringa nzira Ndopira gotsi asi ndocheukazve baby (Chii?) Chii chinondidzora kuti ndirambe ndichikutevera? Moyo wangu unondidzora (moyo unondidzora) Uye (kuti tisasiyane) oh-h (kuti tigarisane) (Chii?) Chii chinondidzora (kuti ndirambe ndichikutevera?) Ndiwoyu moyo, moyo, moyo (Moyo unondidzora) baby (kuti tisasiyane, kuti tigarisane) Baby chii chinondidzora? Baby, chiiko baby? Chiiko baby? Moyo wangu unondidzora Ndinokuda baby Ndinokuda baby (Usandisiye baby) (Kuti tisasiyane, kuti tigarisane) (Famba neni, usandisiye baby) (Famba neni, usandisiye baby) (Famba neni, usandisiye baby) (Kuti tisasiyane, kuti tigarisane) (Famba neni, usandisiye baby) famba neni, usandisiye baby (Famba neni, usandisiye baby) oh-h famba neni baby (Famba neni, usandisiye baby) famba neni baby Kuti tisasiyane, kuti tigarisane Famba neni (famba neni, usandisiye baby) Usandisiye baby (famba neni, usandisiye baby) Famba neni, famba neni (usandisiye baby) Usandisiye (kuti tisasiyane) no, no, no (kuti tigarisane) Baby chii chinondidzora? Baby, chiiko baby? Chiiko baby? Moyo wangu unondidzora Ndinokuda baby Ndinokuda babe