Matambudziko Heyo Nyika (Feat. Firm Faith Zimbabwe & Zim Adventist Legends)
Tsubvu
3:45Ndichawona shamwari mumusha wedenga Ichawa nguwa inofadza kwazvo kudenga Ndichaimba nekukudza Jesu togara Hauzombowone bofu mumusha wedenga Ndichawona shamwari mumusha wedenga Ichawa nguwa inofadza kwazvo kudenga Ndichaimba nekukudza Jesu togara Hauzombowone chirema mumusha wedenga Ndichawona shamwari mumusha wedenga Ichawa nguwa inofadza kwazvo kudenga Ndichaimba nekukudza Jesu togara Hauzombowone mutana mumusha wedenga Ndakawona bofu raitadza kuwona Raitadza kuwona richiwira muminzwa Ndikati bofu ndokunzwira urombo Kana tawe kudenga tichawona tose Hallelujah Ndichawona shamwari mumusha wedenga Ichawa nguwa inofadza kwazvo kudenga Ndichaimba nekukudza Jesu togara Hauzombowone bofu mumusha wedenga Ndakawona chirema chaitadza kufamba Chaitadza kufamba chichisvika mumusha Ndikati chirema ndokunzwira urombo Kana tawe kudenga tichafamba tose Hallelujah Ndichawona shamwari mumusha wedenga Ichawa nguwa inofadza kwazvo kudenga Ndichaimba nekukudza Jesu togara Hauzombowone chirema mumusha wedenga Ndakawona mutana waitadza kufema Oda kufa meso ake ovhara Akati hona usacheme mwana Kana tave kudenga tichafara tose Hallelujah Ndichawona shamwari mumusha wedenga Ichawa nguwa inofadza kwazvo kudenga Ndichaimba nekukudza Jesu togara Hauzombowone mutana mumusha wedenga Hallelujah (Hallelujah!)Ndichawona shamwari mumusha wedenga (Hallelujah!) ichawa nguwa inofadza kwazvo kudenga (Hallelujah!) Ndichaimba nekukudza Jesu togara (Hallelujah!) hauzombowone bofu mumusha wedenga Hallelujah (Hallelujah!) Ndichawona shamwari mumusha wedenga (Hallelujah!) ichawa nguwa inofadza kwazvo kudenga (Hallelujah!) Ndichaimba nekukudza Jesu togara (Hallelujah!) hauzombowone chirema mumusha wedenga Hallelujah! (Hallelujah!) Ndichawona shamwari mumusha wedenga (Hallelujah!) ichawa nguwa inofadza kwazvo kudenga (Hallelujah!) Ndichaimba nekukudza Jesu togara (Hallelujah!) hauzombowone mutana mumusha wedenga